Mirimi Mathias Kanda (2 June 1942 – 30 October 2009)[1] was a Zimbabwean track and field athlete born in Enkeldoorn [1] who competed in the 1964 Summer Olympic men's marathon,[2] finishing 51st and running 2:41.09 in the marathon.
Mathias Mirimi Kanda (2 June 1942 - 30 October 2009)[1]+ agaari muZimbabwean mutsara ne munda mutambi vakaberekerwa kuChivhu [1] uyo vaikwikwidzana muna 1964 Summer Olympic makwikwi ewarume [2] wakapedza 51st uye vakamhanya 2: 41,09 vari yedaro refu.


He was then selected to run in the 1968 Olympic team for Rhodesia, along with fellow Zimbabwean, Bernard Dzoma, but this team was not allowed to compete in the Olympic Games since Rhodesia did not allow black Africans to vote in national elections.
Akadzosarudzwa kuti kumhanya ari 1968 Olympic chikwata kwaRhodesia, pa kwakunevamwe maZimbabwean, Bernard Dzoma, Asi chikwata ichi hachina kubvumirwa kukwikwidzana mune Olympic Games nekuti Rhodesia haana kubvumira vanhu vatema vomuAfrica kuvhota musarudzo dzenyika.

Kanda running experiences during this time are detailed by his Australian coach, John Cheffers, in his book: A Wilderness of Spite.[3]
Kanda ruziwo rwake rwokumhanya panguva ino dzakataurwa namudzidzisi wake weAustralia John Cheffers, Mubhuku rake rinonzi: A Wilderness Of Spite.[3]

Winning moments
Nguva dzekuhwina

Cheffers felt that Kanda was a medal hope in the Mexican Olympic marathon.
Cheffers akafunga kuti Kanda hayenenguvha kuwana medal muna Mexican Olympic yedaro refu.

In the last weekend in June 1968, Kanda won the Zimbabwe/Rhodesian Olympic Marathon trial in Bulawayo (at 4500 feet altitude) in 2:27:04.7 on a cold windy course that had an 8 kilometre raise at the end of the course.[4] On 4 May 1968 Kanda also won a South African marathon championship (at the Libanon Mine Track 20 kilometres from Johannesburg) at 5337 feet in a 2:27:24.8.[5][6] Considering that both races were at significant altitude (with the Libanon Mine Track closer to the 7382 feet of Mexico City) Kanda was well conditioned for running at Mexico City. His Bulawayo time would have taken 6th in the Mexico Olympic marathon.
Mumakore vhiki mu June 1968, Kanda wakahwina Zimbabwe / Rhodesian Olympic Marathon kuyitwa kuBulawayo (nenguva 4500 nekuyenda netsoka) muna 2: 27: 04.7 panguva dzechando kwanendzira yayine 8 kiromita kwekupera kwendzira.[4] kuna 4 chivabvu 1968 uye Kanda wahwina futhi South African yedaro refu Championship zvakare ( kuLibanon ndzira yeMine maKilomita 20 chete kuchibva kuJohannesburg) pa 5337 {nekuyenda netsoka} ari 2: 27: 24.8.[5][6] Kuwedzera nekuti marudzi wose maviri vaiva chete nekukwirira. (neLibanon Mine Track paduze ne7382 {nekuyenda netsoka} Mexico City). Kanda wakagadzirirwa tsime kumanya ku Mexico Olympic yedaro refu.Nguva akazitora kuBulawayo yayifanira kutowa zwakawedzerwa ne 6 kuMexico Olympic yedaro refu.

He won Republic of South Africa marathon championships in 1964, 1968 and 1969 and, as of 2013, tied with several others as a runner who has won the most marathon championships in South African running history.[5]
Akawina Republic of South Africa yedaro refu Championships muna 1964, 1968 uye 1969 manje ,Zwa 2013, zwakasungirirwa nevamwe vanoverengeka sezvo mumhanyi anenge akawina daro refu yakawanda Championships kuSouth African kumhanya zwekarekare. [5]

Summary of running career
Pfupiso yebasa rokumanya

A 2001 article by the Bulawayo Chronicle summarizes Kanda's running career and has an account of his running career in his own words.
Iye anoti Pepanhau yakore ra2001 rakanyorwa neBulawayo Chronicle rinopfupisa basa raKanda rokumanya nekuti rineruzivo rwake nebasa rake rokumhanya.

Concerning his young life: "We traveled long distances to school and as herd-boys.
Kuti govera uduku hwake "Isu tirikufamba zvikuru kubva kuchikoro nenguva bechi boka-vakoma.

Endurance became more like an in-born thing and club coaches, later in my life, came in with handy hints.
Kutsungirira zvakachinja zvihuru sekufanana nechinhu wakazvarwa nayo nekuti futhi semufundisi weboka pamberi pehupenyu wangu, zvakawuya nazo nefungwa dzinoshanda.

But in all I worked hard for my glory.
Asi zvose Ndakashanda nesimba nokugwinya kwangu.

It did not come easy and I was blessed in that I did not drink or smoke which gave me ample time to concentrate in the sport."[7] Kanda's training in the early 1960s involved waking up at 3:00am, going for a training run, then jogging to work (at the Bulawayo City Council), and then going for a training run after work.[7]
Haina nyore uye ini akakomborerwa kuti handina kumwa kana utsi rakandigutsa Jafeti nguva pfungwa Mutambo wacho. "[7] kurovedza Kanda ari mangwanani Kuma1960 zvaisanganisira uchimuka nenguva 3:00 am, kuenda kuti kurovedza kumanya, ipapo kumanyira kubasa (kuti kuBulawayo City Council), uye ipapo kuenda kuti kurovedza kumanya pashure basa. [7]

Photo of the Month
Mufananidzo romwedzi

He was the subject of a photograph taken by David Paynter in 1968 which became the Associated Press June 1968 "Photo of the Month".[8] In the photograph, Kanda is seen running against a train.
Angari nyaya womifananidzo yakatorwa naDavid Paynter muna 1968 iyo akava Associated Press June 1968 "Photo romwedzi".[8] Muno mufananidzo, Kanda anoonekwa achimhanya pamusoro chitima.

This photograph has been referenced several times by other photographers and sign designers since 1968.
Mufananidzo uyu wakawonwa kakawanda nevamwe vemifananidzo uye chiratidzo vagadziri kubvira 1968.

The 26 July 1968 Life Magazine published this picture on page 30.[9]
Ku 26 July 1968 Life Magazine rakabudisa mufananidzo uyu papeji 30.[9]

Death
rufu

Kanda died on 30 October 2009 after a long illness.[1] He is survived by his wife, Florence, and six children.
Kanda akafa musi 30 October 2009 pashure pokurwara kwenguva refu.[1] Ari vasiya mudzimai, Florence, nevana vatanhatu.

References
Kwanowanikwa

External links
Unogona kusvika muna

Mathias Kanda, wearing green and with number 57, appears prominently at the start of the 1964 Olympic marathon. on YouTube Andrew Novak's treatise on the history of Rhodesian participation in the Olympics | Sports Reference for Mathias Kanda
Mathias Kanda, akapfeka mutema uye nhamba 57, rinowanika kakawanda pakutanga ari 1964 Olympic yedaro refu. pamusoro YouTube Andrew Novak kuti bhuku iri munhoroondo Rhodesian kuitawo yeOlympic

Eduardo Jesús Vargas Rojas (Spanish pronunciation: [eˈðwarðo ˈβarɣas]; born 20 November 1989) is a Chilean footballer who plays as a forward for German club 1899 Hoffenheim and the Chile national team.
Nhabvu Eduardo Jesús Vargas Rojas akzvarwa musi wa C[eˈðwarðo ˈβarɣas]; 20 November 1989) mutambi wenhabvu yo kunyika inonzi Chile uyezve anotambira German club as a forward, muna 1899 akatambira Hoffenheim ne national team yeChile.

A full international since 2010, Vargas has earned 58 caps for Chile, scoring 31 goals.
Mutambi wenabvu wekunze kwenyika kubva muna 2010, Vargas akawana 58 caps for nyika inonzi Chile akagowesa 31 goals .

He was part of their squad at the 2014 FIFA World Cup and the 2015 Copa América, finishing as joint top-scorer with four goals as they won the latter.
Aiva mutambi wenhbvu pa2014 FIFA World Cup and muna 2015 Copa America achipedzisira abatanidzirwa kuitwa mukuru pakukava bhora nemashanu magoals akwainha.

Layal Abboud (Arabic: ليال عبود‎‎:pronounced [layāl ʿab'boud]; born 15 May 1982) is a Lebanese pop singer, folk music entertainer, sound-lyric poet, concert dancer, fit model, Muslim humanitarian and businesswoman.[1][2][3]
Layal Abboud (Arabic: ليال عبود‎‎:pronounced [layāl ʿab'boud]; akaberekwa 15 May 1982) ndiye muimbi weAbanese pop, mimhanzi yevanhu vanoita zvemhanzi, rwiyo rwenyanzvi rwemhanzi, mutambi wekambani, mufambiro wakakodzera, mutungamiri weMuslim uye mubhizinesi.[1][2][3]

Layal Abboud
Layal Abbood

Romani čhib romani čhib Native speakers c. 1.5 million (SIL Ethnologue) (2015)[1] Language family Indo-European Indo-Iranian Indo-Aryan Western[2] Romani čhib Official status Recognised minority language in Albania Austria Bosnia and Herzegovina Bulgaria Colombia[3] Finland France Germany[4] Hungary[5] Kosovo[a] Macedonia Netherlands Norway Poland Portugal Romania Slovakia Serbia Sweden[6] Ukraine[7] United Kingdom Language codes ISO 639-2 rom ISO 639-3 rom – inclusive code Individual codes: rmn – Balkan Romani rml – Baltic Romani rmc – Carpathian Romani rmf – Finnish Kalo rmo – Sinte Romani rmy – Vlax Romani rmw – Welsh-Romani Glottolog roma1329[8]
{{{mutauro}}} General Information Nyika {{{nyika}}} ISO 639 ISO 639-1 {{{iso1}}} ISO 639-2 rom ISO 639-3 rom {{{map}}}

Jena, Germany: Max Planck Institute for the Science of Human History. ↑ "Romany" in Oxford Living Dictionaries ↑ "Romany" in Merriam-Webster's Dictionary ↑ "Romany" in Cambridge Advanced Learner's Dictionary ↑ Laurie Bauer, 2007, The Linguistics Student’s Handbook, Edinburgh ↑ "Romani (subgroup)". SIL International. n.d. Retrieved September 15, 2013. ↑ "Romani, Vlax".
Jena, Germany: Max Planck Institute for the Science of Human History. ↑ "Romany" in Oxford Living Dictionaries ↑ "Romany" in Merriam-Webster's Dictionary ↑ "Romany" in Cambridge Advanced Learner's Dictionary ↑ Laurie Bauer, 2007, The Linguistics Student’s Handbook, Edinburgh ↑ Empty citation (help) ↑ Empty citation (help) ↑ Empty citation (help) ↑ Empty citation (help) ↑ Matras (2006) "In some regions of Europe, especially the western margins (Britain, the Iberian peninsula, Scandinavia), Romani-speaking communities have given up their language in favor of the majority language, but have retained Romani-derived vocabulary as an in-group code.

SIL International. n.d. Retrieved August 12, 2012. ↑ "Romani, Balkan". SIL International. n.d.
Such codes, for instance Angloromani (Britain), Caló (Spain), or Rommani (Scandinavia) are usually referred to as Para-Romani varieties." ↑ Hübschmannová, Milena (1993).

Retrieved August 12, 2012. ↑ "Romani, Sinte".
Šaj pes dokaveras - Můžeme se domluvit.

SIL International. n.d.
Olomouc: Pedagogická fakulta UP Olomouc: p.

Retrieved August 12, 2012. ↑ Matras (2006) "In some regions of Europe, especially the western margins (Britain, the Iberian peninsula, Scandinavia), Romani-speaking communities have given up their language in favor of the majority language, but have retained Romani-derived vocabulary as an in-group code. Such codes, for instance Angloromani (Britain), Caló (Spain), or Rommani (Scandinavia) are usually referred to as Para-Romani varieties." ↑ Hübschmannová, Milena (1993). Šaj pes dokaveras - Můžeme se domluvit.
23.

Olomouc: Pedagogická fakulta UP Olomouc: p.
ISBN 80-7067-355-9.

23. ISBN 80-7067-355-9. (Czech) 1 2 3 4 5 Matras (2005, 1.1 Names) 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 Šebková, Hana; Žlnayová, Edita (1998).
(Czech) 1 2 3 4 5 Matras (2005, 1.1 Names) 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 Šebková, Hana; Žlnayová, Edita (1998).

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 Matras (2006, History) ↑ "Romany–English Glossary". arnes.si. Retrieved 28 August 2015. ↑ Matras, Yaron (2002).
1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 Matras (2006, History) ↑ Empty citation (help) ↑ Matras, Yaron (2002).

The morphology of the two languages is similar in other respects: Both retain the old present conjugation in the verb (Domari kar-ami ‘I do’), and consonantal endings of the oblique nominal case (Domari mans-as ‘man.OBL’, mans-an ‘men.OBL’), and both show agglutination of secondary (Layer II) case endings (Domari mans-as-ka ‘for the man’). It had therefore been assumed that Romani and Domari derived form the same ancestor idiom, and split only after leaving the Indian subcontinent. ↑ "What is Domari?". University of Manchester.
The morphology of the two languages is similar in other respects: Both retain the old present conjugation in the verb (Domari kar-ami ‘I do’), and consonantal endings of the oblique nominal case (Domari mans-as ‘man.OBL’, mans-an ‘men.OBL’), and both show agglutination of secondary (Layer II) case endings (Domari mans-as-ka ‘for the man’).

Retrieved 2008-07-23. ↑ "On romani origins and identity". Archived from the original on 2011-07-17. Retrieved 2008-07-23. ↑ after Ian Hancock, On Romani Origins and Identity, RADOC (2007) 1 2 "Gypsy, Roma and Traveller Achievement".
It had therefore been assumed that Romani and Domari derived form the same ancestor idiom, and split only after leaving the Indian subcontinent. ↑ Empty citation (help) ↑ Empty citation (help) ↑ after Ian Hancock, On Romani Origins and Identity, RADOC (2007) 1 2 "Gypsy, Roma and Traveller Achievement".

In 2000 and 2003 he was invited as guest lecturer at the San Francisco Art Institute, and in 2002 he joined the academic team planning the establishment of a new art department at the Shenkar College of Engineering and Design in Ramat Gan, Israel.”
Muna 2000 na2003 akakokwa semudzidzisi muSan Francisco Art Institute, uye muna 2002 akabatana nechechi yezvidzidzo kugadzirisa kushanda kwebazi idzva rekudzidzira kuShenkar College yeEngineering ne Design muRamat Gan munyika yeIsrael. "

In May 2002 Abramson published in the journal Studio an article entitled "We Are All Felix Nussbaum", in which he raised the problematic relationship between art and history in the post-Holocaust era.
Muna May 2002 Abramson akabudiswa mumagazini yakanzi Studio imwe nyaya yakanzi "Tose takafananana Felix Nussbaum ", umo akatsanangura ukama hwakaoma pakati pezvifananidzo nenhoroondo munguva iyo Holocaust yakanga yapfuura.

In 2005 Abramson mounted an exhibition of works under the name "The Pile" which included charcoal drawings of piles of construction debris, relating to the issue of representation of ruins in art and the figure of Jewish-German painter Felix Nussbaum.
Muna 2005 Abramson akaratidza chiratidziro chemabasa pasi pezita rokuti "The Pile" iyo yaisanganisira mifananidzo yakagadzirwa nemarasha, yemapuranga ekugadzira matombo, ane chokuita nenhau yekumirira matongo mumifananidzo uye mufananidzo wemuJudha wechiGermany Felix Nussbaum.

This series was exhibited at the Felix-Nussbaum-Haus Museum in Osnabrück, (Germany) and at the Chaim Atar Museum of Art on Kibbutz Ein Harod in the Jezreel Valley.
Nyaya idzi dzakaratidzwa paFelix-Nussbaum-Haus Museum muOnnabrück, (Germany) uye paChaim Atar Museum yeArt Kibbishz Ein Harod muJezreel Valley .

Awards and recognition
Mibairo uye kuonekwa

Larry Abramson (born 1954) is a South African-born Israeli artist.
Larry Abramson (akazvarwa muna 1954) chizvarwa cheku South Africa, anoshandira munyika yeIsraeri.

Larry Abramson was born in 1954 in South Africa.[1] In 1961, his family immigrated to Israel and settled in Jerusalem.
Larry Abramson akaberekwa muna 1954 muSouth Africa. [1] Muna 1961, mhuri yake yakatamira kuIsrael ndokugara muJerusarema .

In 1970, as a high school senior, he was one of the signators of a conscientious objectors to Israeli rejection of Egyptian President Nasser's peace initiative. [citation needed] In 1973 Abramson studied a Foundation Course at the Chelsea College of Art and Design, London.
Muna 1970, sevakuru vekuchikoro chesekondari, aiva mumwe wevanyori vekuramba nehana yeIsrael kurambwa kweMutungamiri weEgypt weNasser wekuronga. Muna 1973 Abramson akadzidzidzira Foundation Course panguva Chelsea College of Art uye Design, London.

Upon his return to Israel he took a position as printer and curator of exhibitions at the Jerusalem Print Workshop, where he worked for nine years, until 1986.
Paakadzokera kuIsrael akatora nzvimbo semupirita uye muchengeti wezviratidzwa paJerusarema Print Workshop, kwaakashanda kwemakore mapfumbamwe, kusvika muna 1986.

Abramson's first solo exhibition was in 1975.
Abramson akaratidza mifananidzo yake ari ega kokutanga mugore ra1975.

His work during the 1980s dealt with a variety of iconic symbols from modernist European art, particularly the "Black Square" by Kazimir Malevich, which he used to create dynamic situations combining abstraction and a figurative art idiom.
Basa rake muma1980 rakarongedzwa nezviratidzo zvakasiyana-siyana kubva mumifananidzo yemazuva ano yeEurope, kunyanya "Black Square" yaKazimir Malevich, yaakashandisa kusimbisa mamiriro ezvinhu akabatanidza kusangana pamwe nekufananidzira kwemaitiro .

During 1993 and 1994 Abramson created the series of work "tsooba," which was exhibited at the Kibbutz Art Gallery, Tel Aviv.
Muna 1993 na1994 Abramson akaumba runyora rwebasa "tsooba," iro rakaratidzwa paBibbutz Art Gallery muguta reTel Aviv.