# sn/Shona.xml.gz
# zh/Chinese-tok.xml.gz


(src)="b.GEN.1.1.1"> Pakutanga Mwari akasika denga nenyika .
(trg)="b.GEN.1.1.1"> 起初 神 創造 天地

(src)="b.GEN.1.2.1"> Nyika yakanga isina kugadzirwa , isina chinhu ; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika ; Mweya waMwari wakanga uchigarira pamusoro pemvura .
(trg)="b.GEN.1.2.1"> 地是 空虛 混沌 . 淵面 黑暗 . 神 的 靈運 行在 水面上

(src)="b.GEN.1.3.1"> Mwari akati : Chiedza ngachivepo , chiedza chikavapo .
(trg)="b.GEN.1.3.1"> 神說 、 要 有 光 、 就 有 了 光

(src)="b.GEN.1.4.1"> Mwari akaona chiedza , kuti chakanaka ; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima .
(trg)="b.GEN.1.4.1"> 神 看 光是 好 的 、 就 把 光 暗 分開了

(src)="b.GEN.1.5.1"> Mwari akatumidza chiedza , akati Masikati , nerima akaritumidza akati Usiku .
(src)="b.GEN.1.5.2"> Madeko akavapo , namangwanani akavapo , zuva rimwe .
(trg)="b.GEN.1.5.1"> 神稱光為晝 、 稱暗為夜 . 有 晚上 、 有 早晨 、 這是 頭一日

(src)="b.GEN.1.6.1"> Mwari akati : Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura , kuti iparadzanise mvura nemvura .
(trg)="b.GEN.1.6.1"> 神說 、 諸水 之 間 要 有 空氣 、 將水分 為 上下

(src)="b.GEN.1.7.1"> Mwari akaita nzvimbo , akaparadzanisa mvura yakanga iri pasi penzvimbo , nemvura yakanga iri pamusoro penzvimbo ; zvikaita saizvozvo .
(trg)="b.GEN.1.7.1"> 神 就 造出 空氣 、 將空氣 以下 的 水 、 空氣 以上 的 水分 開 了 . 事 就 這樣 成了

(src)="b.GEN.1.8.1"> Mwari akatumidza nzvimbo , akati Denga .
(src)="b.GEN.1.8.2"> Madeko akavapo , namangwanani akavapo , zuva repiri .
(trg)="b.GEN.1.8.1"> 神稱 空氣 為天 . 有 晚上 、 有 早晨 、 是 第二日

(src)="b.GEN.1.9.1"> Mwari akati : Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete , kuti pasi pakaoma paonekwe ; zvikaita saizvozvo .
(trg)="b.GEN.1.9.1"> 神說 、 天下 的 水要 聚 在 一 處 、 使 旱地 露出 來 . 事 就 這樣 成了

(src)="b.GEN.1.10.1"> Mwari akatumidza pasi pakaoma , akati Nyika ; nemvura yakaungana akaitumidza , akati Makungwa ; Mwari akaona kuti zvakanaka .
(trg)="b.GEN.1.10.1"> 神稱 旱地 為地 、 稱水 的 聚處為 海 . 神 看著 是 好 的

(src)="b.GEN.1.11.1"> Mwari akati : Nyika ngaimerese uswa nemiriwo inobereka mbeu , nemiti inobereka michero inamarudzi ayo , mbeu dzayo dziri mukati mayo , panyika ; zvikaita saizvozvo .
(trg)="b.GEN.1.11.1"> 神說 、 地 要 發生 青草 、 和 結種 子 的 菜蔬 、 並結 果子 的 樹木 、 各從其類 、 果子 都 包著 核 . 事 就 這樣 成了

(src)="b.GEN.1.12.1"> Nyika ikameresa uswa , nemiriwo inobereka mbeu dzina marudzi adzo , nemiti inobereka michero , mbeu dzayo dziri mukati mayo , inamarudzi ayo ; Mwari akaona kuti zvakanaka .
(trg)="b.GEN.1.12.1"> 於是 地發 生 了 青草 、 和 結種 子 的 菜蔬 、 各從其類 、 並結 果子 的 樹木 、 各從其類 、 果子 都 包著 核 。 神 看著 是 好 的

(src)="b.GEN.1.13.1"> Madeko akavapo namangwanani akavapo zuva retatu .
(trg)="b.GEN.1.13.1"> 有 晚上 、 有 早晨 、 是 第三 日

(src)="b.GEN.1.14.1"> Mwari akati : Zviedza ngazvivepo panzvimbo yedenga , kuti zviparadzanise masikati nousiku ; kuti zvive zviratidzo , nenguva , namazuva , namakore ;
(trg)="b.GEN.1.14.1"> 神說 、 天上 要 有 光體 、 可以 分 晝夜 、 作 記號 、 定 節令 、 日子 、 年歲

(src)="b.GEN.1.15.1"> ngazvive zviedza panzvimbo yedenga , kuti zvivhenekere panyika ; zvikaita saizvozvo .
(trg)="b.GEN.1.15.1"> 並要 發光 在 天空 、 普照 在 地上 . 事 就 這樣 成了

(src)="b.GEN.1.16.1"> Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri ; chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati , nechiedza chiduku , kuti chibate ushe usiku , nenyeredziwo .
(trg)="b.GEN.1.16.1"> 於是 神造 了 兩個 大光 、 大 的 管晝 、 小 的 管夜 . 又 造眾星

(src)="b.GEN.1.17.1"> Mwari akazviisa pasi penzvimbo yedenga , kuti zvivhenekere panyika ,
(trg)="b.GEN.1.17.1"> 就 把 這些 光擺列 在 天空 、 普照 在 地上

(src)="b.GEN.1.18.1"> zvibate ushe masikati nousiku , nokuparadzanisa chiedza nerima ; Mwari akaona kuti zvakanaka .
(trg)="b.GEN.1.18.1"> 管理 晝夜 、 分 別 明暗 . 神 看著 是 好 的

(src)="b.GEN.1.19.1"> Madeko akavapo , namangwanani akavapo , zuva rechina .
(trg)="b.GEN.1.19.1"> 有 晚上 、 有 早晨 、 是 第四 日

(src)="b.GEN.1.20.1"> Mwari akati : Mvura ngaizare nezvipenyu zvizhinji , neshiri dzibhururuke pamusoro penyika munzvimbo yedenga .
(trg)="b.GEN.1.20.1"> 神說 、 水 要 多多 滋生 有 生命 的 物 . 要有 雀鳥飛 在 地面 以上 、 天空 之中

(src)="b.GEN.1.21.1"> Mwari akasika mhuka huru dzegungwa , nezvipenyu zvose zvinokambaira , izvo mvura yakanga izere nazvo , zvina marudzi azvo , neshiri dzose dzina mapapiro , dzina marudzi adzo ; Mwari akaona kuti zvakanaka .
(trg)="b.GEN.1.21.1"> 神 就 造出 大魚 、 和 水 中 所 滋生 各 樣 有 生命 的 動物 、 各從其類 . 又 造出 各 樣飛鳥 、 各從其類 . 神 看著 是 好 的

(src)="b.GEN.1.22.1"> Mwari akazviropafadza , akati : Berekai , muwande , muzadze mvura iri mumakungwa ; neshiri ngadziwande panyika .
(trg)="b.GEN.1.22.1"> 神 就 賜福給這 一切 、 說 、 滋生 繁多 、 充滿 海中 的 水 . 雀鳥 也 要 多生 在 地上

(src)="b.GEN.1.23.1"> Madeko akavapo , namangwanani akavapo , zuva reshanu .
(trg)="b.GEN.1.23.1"> 有 晚上 、 有 早晨 、 是 第五 日

(src)="b.GEN.1.24.1"> Mwari akati : Nyika ngaibereke zvipenyu zvina marudzi azvo , nezvipfuwo , nezvinokambaira , nemhuka dzenyika , zvina marudzi azvo ; zvikaita saizvozvo .
(trg)="b.GEN.1.24.1"> 神說 、 地 要 生出 活物 來 、 各從其類 . 牲畜 、 昆蟲 、 野獸 、 各從其類 . 事 就 這樣 成了

(src)="b.GEN.1.25.1"> Mwari akaita mhuka dzenyika dzina marudzi adzo , nezvipfuwo zvina marudzi azvo , nezvinhu zvose zvinokambaira panyika zvina marudzi azvo ; Mwari akaona kuti zvakanaka .
(trg)="b.GEN.1.25.1"> 於是 神 造出 野獸 、 各從其類 . 牲畜 、 各從其類 . 地上 一切 昆蟲 、 各從其類 . 神 看著 是 好 的

(src)="b.GEN.1.26.1"> Mwari akati : Ngatiite munhu nomufananidzo wedu , akafanana nesu ; ngaave nesimba pamusoro pehove dzegungwa , napamusoro peshiri dzedenga , napamusoro pezvipfuwo , napamusoro penyika yose , napamusoro pezvipenyu zvose zvinokambaira panyika .
(trg)="b.GEN.1.26.1"> 神說 、 我 們 要 照著 我 們 的 形像 、 按 著 我 們 的 樣式 造 人 、 使 他 們 管理 海裡的魚 、 空中 的 鳥 、 地上 的 牲畜 、 和 全 地 、 並地 上 所 爬 的 一切 昆蟲

(src)="b.GEN.1.27.1"> Mwari akasika munhu nomufananidzo waMwari ; akavasika murume nomukadzi .
(trg)="b.GEN.1.27.1"> 神 就 照著 自己 的 形像 造 人 、 乃是 照著 他 的 形像 造 男 造 女

(src)="b.GEN.1.28.1"> Mwari akavaropafadza , Mwari akati kwavari : Berekai , muwande , muzadze nyika , mubate ushe pairi ; muve nesimba pamusoro pehove dzegungwa , napamusoro peshiri dzedenga , napamusoro pezvipenyu zvose zvinokambaira panyika .
(trg)="b.GEN.1.28.1"> 神 就 賜福給 他 們 、 又 對 他 們說 、 要 生養眾 多 、 遍滿 地面 、 治理 這地 . 也 要 管理 海裡的魚 、 空中 的 鳥 . 和 地上 各 樣行動 的 活物

(src)="b.GEN.1.29.1"> Mwari akati : Tarirai , ndakakupai miriwo yose inobereka mbeu , iri panyika yose , nemiti yose ine michero yemiti inobereka mbeu , kuti zvive zvokudya zvenyu .
(trg)="b.GEN.1.29.1"> 神說 、 看 哪 、 我 將 遍地 上 一切 結 種子 的 菜蔬 、 和 一切 樹 上 所 結 有 核 的 果子 、 全賜給 你 們作 食物

(src)="b.GEN.1.30.1"> Mhuka dzose dzenyika , neshiri dzose dzedenga , nezvipenyu zvose zvinokambaira panyika , zvinemweya woupenyu , ndakazvipa miriwo yose minyoro , kuti zvive zvokudya zvazvo ; zvikaita saizvozvo .
(trg)="b.GEN.1.30.1"> 至於 地上 的 走獸 、 和 空中 的 飛鳥 、 並各樣爬 在 地上 有 生命 的 物 、 我 將 青草 賜給 他 們作 食物 . 事 就 這樣 成了

(src)="b.GEN.1.31.1"> Mwari akaona zvose zvaakaita , onei zvakanaka kwazvo .
(src)="b.GEN.1.31.2"> Madeko akavapo , namangwanani akavapo , zuva retanhatu .
(trg)="b.GEN.1.31.1"> 神 看著 一切 所 造 的 都 甚 好 . 有 晚上 、 有 早晨 、 是 第六 日

(src)="b.GEN.2.1.1"> Denga nenyika zvikapera saizvozvo , nouzhinji hwazvo .
(trg)="b.GEN.2.1.1"> 天地 萬物 都 造齊了

(src)="b.GEN.2.2.1"> Mwari akapedza basa rake raakaita nomusi wechinomwe ; akazorora nomusi wechinomwe pabasa rake rose raakaita .
(trg)="b.GEN.2.2.1"> 到 第七 日 、 神 造物 的 工 已 經完畢 、 就 在 第七 日 歇 了 他 一切 的 工 、 安息 了

(src)="b.GEN.2.3.1"> Mwari akaropafadza musi wechinomwe , akauita mutsvene ; nokuti akazorora nawo pabasa rake rose , raakanga asika nokuita iye Mwari .
(src)="b.GEN.2.3.2"> Kusikwa kwavanhu vokutanga nokuiswa kwavo muEdheni
(trg)="b.GEN.2.3.1"> 神賜福給 第七 日 、 定為聖 日 、 因為 在 這日神 歇 了 他 一切 創造 的 工 、 就 安息 了

(src)="b.GEN.2.4.1"> Ndiko kuvamba kwedenga nenyika , musi wazvakasikwa : Nezuva iroro Jehovha Mwari raakasika naro nyika nedenga ,
(trg)="b.GEN.2.4.1"> 創造 天地 的 來歷 、 在 耶和華 神造 天地 的 日子 、 乃是 這樣

(src)="b.GEN.2.5.1"> makwenzi esango akanga achigere kuvapo panyika , nemiriwo yesango yakanga ichigere kumera ; nokuti Jehovha Mwari akanga asati anaisa mvura panyika , uye kwakanga kusina munhu kuzorima pasi ;
(trg)="b.GEN.2.5.1"> 野地 還沒 有 草木 、 田間 的 菜蔬 還沒 有 長起來 、 因為 耶和華 神 還沒 有 降雨 在 地上 、 也沒 有 人 耕地

(src)="b.GEN.2.6.1"> asi mhute yaisikwira ichibva panyika ichinyorevesa nyika yose .
(trg)="b.GEN.2.6.1"> 但 有霧氣 從地 上 騰 、 滋潤 遍地

(src)="b.GEN.2.7.1"> Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu , akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake ; munhu akava mweya mupenyu .
(trg)="b.GEN.2.7.1"> 耶和華 神 用地 上 的 塵土 造 人 、 將生氣吹 在 他 鼻孔 裡 、 他 就 成 了 有靈 的 活人 、 名叫 亞當

(src)="b.GEN.2.8.1"> Jehovha Mwari akasima munda muEdheni , kumabvazuva , akaisapo munhu waakanga aumba .
(trg)="b.GEN.2.8.1"> 耶和華 神 在 東方 的 伊甸 立 了 一 個 園子 、 把 所 造 的 人 安置 在 那 裡

(src)="b.GEN.2.9.1"> Jehovha Mwari akameresa pasi miti yose inofadza meso , neyakanaka kudya ; uye muti woupenyu pakati pomunda , nomuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa .
(trg)="b.GEN.2.9.1"> 耶和華 神 使 各 樣 的 樹從 地 裡長 出來 、 可以 悅人 的 眼目 、 其上 的 果子 好作 食物 . 園子當 中 又 有 生命 樹 、 和 分別善惡的樹

(src)="b.GEN.2.10.1"> MuEdheni mukabuda rwizi kuzodiridza munda uyo , rukaparadzana ipapo , dzikaita hova ina .
(trg)="b.GEN.2.10.1"> 有 河從 伊甸 流出 來滋潤 那 園子 、 從那裡 分 為 四 道

(src)="b.GEN.2.11.1"> Zita rorwokutanga ndiPishoni ; ndirwo runopoteredza nyika yose yeHavhira , pane ndarama ipapo ;
(trg)="b.GEN.2.11.1"> 第一 道 名叫 比遜 、 就是 環繞 哈腓拉全 地 的 . 在 那裡 有 金子

(src)="b.GEN.2.12.1"> ndarama yenyika iyoyo yakanaka ; uyewo pane dheriumu nebwe reonikisi .
(trg)="b.GEN.2.12.1"> 並且 那地 的 金子 是 好 的 . 在 那 裡 又 有 珍珠 和 紅瑪瑙

(src)="b.GEN.2.13.1"> Zita rorwizi rwechipiri ndiGihoni ; ndirwo runopoteredza nyika yose yeKushi .
(trg)="b.GEN.2.13.1"> 第二 道 河 名叫 基訓 、 就是 環繞 古 實全 地 的

(src)="b.GEN.2.14.1"> Zita rorwizi rwechitatu ndiHedhekeri , ndirwo runoyerera kumabvazuva kweAsiria .
(src)="b.GEN.2.14.2"> Rwizi rwechina ndiYufuratesi .
(trg)="b.GEN.2.14.1"> 第三 道 河名 叫 希底結 、 流 在 亞述 的 東邊 。 第四 道 河 就 是 伯拉河

(src)="b.GEN.2.15.1"> Jehovha Mwari akatora munhu , akamuisa mumunda weEdheni , kuti aurime nokuuchengeta .
(trg)="b.GEN.2.15.1"> 耶和華 神 將 那 人 安置 在 伊甸園 、 使 他 修理 看守

(src)="b.GEN.2.16.1"> Jehovha Mwari akaraira munhu achiti , Ungadya hako miti yose yomunda ,
(trg)="b.GEN.2.16.1"> 耶和華 神 吩咐 他 說 、 園中 各 樣樹 上 的 果子 、 你 可以 隨意喫

(src)="b.GEN.2.17.1"> asi muti wokuziva zvakanaka nezvakaipa usaudya ; nokuti nomusi waunoudya , uchafa zvirokwazvo .
(trg)="b.GEN.2.17.1"> 只是 分別善惡樹 上 的 果子 、 你 不 可 喫 、 因為 你 喫 的 日子 必定 死

(src)="b.GEN.2.18.1"> Jehovha Mwari akatizve , Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga ; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira .
(trg)="b.GEN.2.18.1"> 耶和華 神說 、 那人 獨居 不 好 、 我 要 為他 造 一 個 配偶 幫助他

(src)="b.GEN.2.19.1"> Jehovha Mwari akaumba nevhu mhuka dzose dzesango , neshiri dzose dzedenga , akadziisa kumunhu kuti aone kuti achadzitumidza mazita api ; zvipenyu zvose sezvazvakatumidzwa nomunhu , ndiwo akava mazita azvo .
(trg)="b.GEN.2.19.1"> 耶和華 神 用土 所 造成 的 野地 各 樣走獸 、 和 空中 各 樣飛鳥 、 都 帶到 那人 面前 看他 叫 甚麼 . 那人 怎樣 叫 各 樣 的 活物 、 那 就 是 他 的 名字

(src)="b.GEN.2.20.1"> Munhu akatumidza zvipfuwo zvose mazita , neshiri dzedenga , nemhuka dzose dzesango ; asi kwakashaikwa mubatsiri akamukwanira iye munhu .
(trg)="b.GEN.2.20.1"> 那人 便 給 一切 牲畜 、 和 空中 飛鳥 、 野地 走 獸 都 起 了 名 . 只是 那人 沒有 遇見 配偶 幫助他

(src)="b.GEN.2.21.1"> Ipapo Jehovha Mwari akavatisa munhu hope huru , akavata ; akatora rumbabvu rwake rumwe , akadzivira nyama panzvimbo yarwo .
(trg)="b.GEN.2.21.1"> 耶和華 神 使 他 沉睡 、 他 就 睡了 . 於是 取下 他 的 一 條 肋骨 、 又 把 肉合 起來

(src)="b.GEN.2.22.1"> Norumbabvu urwo Jehovha Mwari rwaakatora pamunhu , akaita mukadzi narwo , akamuisa kumunhu .
(trg)="b.GEN.2.22.1"> 耶和華 神 就 用 那 人 身 上 所取 的 肋骨 、 造成 一 個 女人 、 領 他 到 那人 跟前

(src)="b.GEN.2.23.1"> Munhu akati , Zvino uyu ipfupa ramapfupa angu , nenyama yenyama yangu , uchatumidzwa Mukadzi , nokuti wakabviswa paMurume .
(trg)="b.GEN.2.23.1"> 那人說 、 這是 我 骨 中 的 骨 、 肉 中 的 肉 、 可以 稱 他 為 女人 、 因為 他 是 從 男人 身上 取出 來的

(src)="b.GEN.2.24.1"> Naizvozvo munhu anofanira kusiya baba vake namai vake , anamatire mukadzi wake , vave nyama imwe .
(trg)="b.GEN.2.24.1"> 因此 、 人 要 離開 父母 、 與妻子 連合 、 二 人 成 為一體

(src)="b.GEN.2.25.1"> Vose vari vaviri vakanga vasina kusimira , munhu nomukadzi wake , asi havana kunyara .
(trg)="b.GEN.2.25.1"> 當時 夫妻 二 人 、 赤身 露體 、 並不羞恥

(src)="b.GEN.3.1.1"> Zvino nyoka yakanga ina mano kupfuura mhuka dzose dzesango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari .
(src)="b.GEN.3.1.2"> Ikati kumukadzi , Nhai , ndizvo here kuti Mwari akati , Regai kudya miti yose yomunda ?
(trg)="b.GEN.3.1.1"> 耶和華 神 所 造 的 、 惟有 蛇 比 田野 一切 的 活物 更 狡猾 。 蛇 對 女人 說 、 神豈 是 真說 、 不 許 你 們喫園 中 所有 樹上 的 果子 麼

(src)="b.GEN.3.2.1"> Mukadzi akati kunyoka , Tingadya hedu michero yemiti pamunda ,
(trg)="b.GEN.3.2.1"> 女人 對 蛇說 、 園中樹 上 的 果子 我 們 可以 喫

(src)="b.GEN.3.3.1"> asi kana iri michero yomuti uri pakati pomunda , Mwari akati , Regai kuudya , kana kuubata , kuti murege kufa .
(trg)="b.GEN.3.3.1"> 惟有 園當 中 那 棵 樹上 的 果子 、 神 曾 說 、 你 們不可喫 、 也 不 可 摸 、 免得 你 們死

(src)="b.GEN.3.4.1"> Nyoka ikati kumukadzi , Hamungafi zviro kwazvo ,
(trg)="b.GEN.3.4.1"> 蛇 對 女人 說 、 你 們 不一定 死

(src)="b.GEN.3.5.1"> nokuti Mwari anoziva kuti nomusi wamunoudya nawo , meso enyu achasvinudzwa , mukava saMwari , muchiziva zvakanaka nezvakaipa .
(trg)="b.GEN.3.5.1"> 因 為神 知道 、 你 們喫 的 日子 眼睛 就 明亮 了 、 你 們便 如神 能 知道 善惡

(src)="b.GEN.3.6.1"> Zvino mukadzi akati achiona kuti muti wakanaka kudyiwa , uye kuti unofadza meso , uye kuti muti unodikanwa kungwadza munhu , akatora muchero yawo , akadya , akapawo murume wake , akadya naiyewo .
(trg)="b.GEN.3.6.1"> 於是 女人 見 那 棵樹 的 果子 好 作 食物 、 也悅人 的 眼目 、 且 是 可喜愛 的 、 能使 人 有 智慧 、 就 摘下 果子 來喫 了 . 又 給他 丈夫 、 他 丈夫 也 喫了

(src)="b.GEN.3.7.1"> Ipapo meso avo , ivo vaviri , akasvinudzwa , vakaziva kuti havana kusimira ; vakasonanidza mashizha omuonde , vakazviitira nguvo .
(trg)="b.GEN.3.7.1"> 他 們 二 人 的 眼睛 就 明亮 了 、 纔 知道 自己 是 赤身 露體 、 便 拿 無花果 樹 的 葉子 、 為自己 編作 裙子

(src)="b.GEN.3.8.1"> Vakanzwa inzwi raJehovha Mwari achifamba mumunda kwotonhorera madekwana , munhu nomukadzi wake ndokundohwanda pamberi paJehovha Mwari pakati pemiti yomunda .
(trg)="b.GEN.3.8.1"> 天 起 了 涼風 、 耶和華 神 在 園中 行走 。 那人 和 他 妻子 聽見 神 的 聲音 、 就 藏在 園裡 的 樹木 中 、 躲避 耶和華 神 的 面

(src)="b.GEN.3.9.1"> Jehovha Mwari akadana munhu , akati kwaari , Uripiko ?
(trg)="b.GEN.3.9.1"> 耶和華 神 呼喚那人 、 對 他 說 、 你 在 那裡

(src)="b.GEN.3.10.1"> Iye akati , Ndakanzwa inzwi renyu mumunda , ndikatya , nokuti ndakanga ndisina kusimira , ndikahwanda .
(trg)="b.GEN.3.10.1"> 他 說 、 我 在 園中聽見 你 的 聲音 、 我 就 害怕 、 因為 我 赤身 露體 . 我 便 藏 了

(src)="b.GEN.3.11.1"> Iye akati , Ndianiko akakuudza kuti hauna kusimira ?
(src)="b.GEN.3.11.2"> Wakadya kanhi muti wandakakuraira kuti urege kuudya ?
(trg)="b.GEN.3.11.1"> 耶和華 說 、 誰告訴 你 赤身 露 體 呢 、 莫非 你 喫 了 我 吩咐 你 不 可 喫 的 那 樹 上 的 果子 麼

(src)="b.GEN.3.12.1"> Munhu akati , Mukadzi wamakandipa kuti ave neni , ndiye wakandipa zvomuti ndikadya .
(trg)="b.GEN.3.12.1"> 那人說 、 你 所 賜給 我 、 與 我 同居 的 女人 、 他 把 那 樹 上 的 果子 給 我 、 我 就 喫了

(src)="b.GEN.3.13.1"> Jehovha Mwari akati kumukadzi , Chiiko icho chawakaita ?
(src)="b.GEN.3.13.2"> Mukadzi akati , Nyoka yakandinyengera , ndikadya .
(trg)="b.GEN.3.13.1"> 耶和華 神 對 女人 說 、 你 作 的 是 甚 麼事 呢 。 女人 說 、 那 蛇 引誘 我 、 我 就 喫了

(src)="b.GEN.3.14.1"> Jehovha Mwari akati kunyoka , Zvawaita izvozvo , watukwa kupfuura mhuka dzose dzesango ; uchafamba nedumbu rako , uchadya guruva mazuva ose oupenyu hwako .
(trg)="b.GEN.3.14.1"> 耶和華 神對蛇說 、 你 既 作 了 這事 、 就 必 受 咒詛 、 比 一切 的 牲畜 野 獸 更 甚 、 你 必 用 肚子 行走 、 終身喫土

(src)="b.GEN.3.15.1"> Ndichaisa ruvengo pakati pako nomukadzi , napakati porudzi rwako norudzi rwake , irwo rwuchapwanya musoro wako , newe uchapwanya chitsitsinho charwo .
(trg)="b.GEN.3.15.1"> 我 又 要 叫 你 和 女人 彼此 為仇 、 你 的 後裔 和 女人 的 後裔 、 也 彼此 為仇 . 女人 的 後裔 要 傷 你 的 頭 、 你 要 傷 他 的 腳跟

(src)="b.GEN.3.16.1"> Kumukadzi akati , Ndichawanza zvikuru kurwadziwa kwako nokutora mimba kwako , uchabereka vana uchirwadziwa ; kuda kwako kuchava kumurume wako , iye achava ishe wako .
(trg)="b.GEN.3.16.1"> 又 對 女人 說 、 我 必 多多 加增 你 懷胎 的 苦楚 、 你 生產兒 女必 多受 苦楚 . 你 必戀慕 你 丈夫 、 你 丈夫 必 管 轄你

(src)="b.GEN.3.17.1"> Kumunhu akati , Zvawakateerera inzwi romukadzi wako , ukadya muti wandakakuraira ndichiti , Usaudya , zvino nyika yatukwa nemhosva yako , uchadya zvibereko zvayo nokutambudzika mazuva ose oupenyu hwako ;
(trg)="b.GEN.3.17.1"> 又 對亞 當說 、 你 既 聽從 妻子 的話 、 喫 了 我 所 吩咐 你 不 可 喫 的 那 樹 上 的 果子 、 地必 為 你 的 緣 故受 咒詛 . 你 必終身勞苦 、 纔能 從地裡 得 喫的

(src)="b.GEN.3.18.1"> ichakuberekera minzwa norukato , iwe uchadya miriwo yomusango ;
(trg)="b.GEN.3.18.1"> 地必給 你 長出荊棘 和 蒺藜來 、 你 也 要 喫田間 的 菜蔬

(src)="b.GEN.3.19.1"> uchadya zvokudya zvako neziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu ; nokuti wakatorwa kwariri .
(src)="b.GEN.3.19.2"> Zvauri guruva , uchadzokerazve kuguruva .
(trg)="b.GEN.3.19.1"> 你 必 汗流 滿面纔 得 糊口 、 直 到 你 歸 了 土 、 因 為 你 是 從土 而出 的 . 你本 是 塵土 、 仍 要 歸於 塵土

(src)="b.GEN.3.20.1"> Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Evha ; nokuti ndiye mai vavapenyu vose .
(trg)="b.GEN.3.20.1"> 亞當給 他 妻子 起名 叫 夏娃 、 因為 他 是 眾生 之母

(src)="b.GEN.3.21.1"> Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguvo dzamatehwe , akavafukidza nadzo .
(trg)="b.GEN.3.21.1"> 耶和華 神 為亞 當和 他 妻子 用 皮子 作 衣服 、 給 他 們穿

(src)="b.GEN.3.22.1"> Zvino Jehovha Mwari akati , Tarirai , munhu ava somumwe wedu zvaanoziva zvakanaka nezvakaipa ; zvino zvimwe angatambanudza ruoko rwake akatorawo zvomuti woupenyu , akadya , akararama nokusingaperi .
(trg)="b.GEN.3.22.1"> 耶和華 神說 、 那人 已 經與 我 們 相似 、 能 知道 善惡 . 現在 恐怕 他 伸手 又 摘 生命 樹 的 果子 喫 、 就 永 遠 活著

(src)="b.GEN.3.23.1"> Naizvozvo Jehovha Mwari akamubudisa mumunda weEdheni , kuti arime ivhu raakatorwa kwariri .
(trg)="b.GEN.3.23.1"> 耶和華 神便 打發 他 出 伊甸 園去 、 耕種 他 所 自出 之 土

(src)="b.GEN.3.24.1"> Naizvozvo akadzinga munhu , akaisa makerubhi kurutivi rwamabvazuva rwomunda weEdheni , nomurazvo womunondo waimonereka kumativi ose , kurindira nzira yomuti woupenyu .
(trg)="b.GEN.3.24.1"> 於是 把 他 趕出去 了 . 又 在 伊甸園 的 東邊安設 惹 韁皎 、 和 四面 轉動發 火焰 的劍 、 要 把守 生命 樹 的 道路

(src)="b.GEN.4.1.1"> Zvino Adhamu wakaziva mukadzi wake Evha ; iye ndokutora mimba , akapona Kaini , akati , Ndawana munhu , ndichibatsirwa naJehovha .
(trg)="b.GEN.4.1.1"> 有 一 日 、 那人 和 他 妻子 夏娃 同房 、 夏娃 就 懷孕 、 生了 該隱 、 〔 就 是 得 的 意思 〕 便 說 、 耶和華 使 我 得了 一 個 男子

(src)="b.GEN.4.2.1"> Akazoponazve munununa wake Abhero .
(src)="b.GEN.4.2.2"> Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai , Kaini wakanga ari murimi wevhu .
(trg)="b.GEN.4.2.1"> 又 生 了 該隱 的 兄弟 亞伯 。 亞伯 是 牧羊 的 . 該隱 是 種地的

(src)="b.GEN.4.3.1"> Zvino nguva yakati yapfuura , Kaini akauya nezvibereko zvevhu , chive chipo kuna Jehovha .
(trg)="b.GEN.4.3.1"> 有 一 日 、 該隱拿 地裡 的 出產為 供物 獻給 耶和華

(src)="b.GEN.4.4.1"> NaAbherowo akauya namakwayana ake ematangwe akakorawo .
(src)="b.GEN.4.4.2"> Jehovha ndokugamuchira Abhero nechipiriso chake ;
(trg)="b.GEN.4.4.1"> 亞伯 也 將 他 羊群 中 頭生 的 、 和 羊 的 脂油 獻上 . 耶和華 看中 了 亞伯 和 他 的 供物

(src)="b.GEN.4.5.1"> asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira .
(src)="b.GEN.4.5.2"> Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo , chiso chake chikaunyana .
(trg)="b.GEN.4.5.1"> 只是 看不 中 該隱 和 他 的 供物 . 該隱 就 大大 的 發怒 、 變 了 臉色

(src)="b.GEN.4.6.1"> Ipapo Jehovha akati kuna Kaini , Watsamwireiko ?
(src)="b.GEN.4.6.2"> Chiso chako chakaunyana nei ?
(trg)="b.GEN.4.6.1"> 耶和華 對該 隱說 、 你 為甚麼發 怒 呢 、 你為甚麼變 了 臉色呢

(src)="b.GEN.4.7.1"> Kana ukaita zvakanaka , haungafari here pachiso chako ?
(src)="b.GEN.4.7.2"> Kana usingaiti zvakanaka , zvivi zvinokuhwandira pamusuo ; zvichakutsvaka , asi iwe unofanira kuzvikunda .
(trg)="b.GEN.4.7.1"> 你 若 行 得好 、 豈不蒙悅納 、 你 若 行 得 不 好 、 罪 就 伏在 門前 . 他 必戀慕 你 、 你 卻要 制伏 他

(src)="b.GEN.4.8.1"> Zvino Kaini wakataurirana nomunununa wake Abhero ; vakati vari kusango , Kaini ndokumukira Abhero munununa wake , akamuuraya .
(trg)="b.GEN.4.8.1"> 該隱與 他 兄弟 亞伯說話 、 二 人 正在 田間 、 該隱 起 來打 他 兄弟 亞伯 、 把 他 殺了

(src)="b.GEN.4.9.1"> Ipapo Jehovha akati kuna Kaini , Arikupiko Abhero , munununa wako ?
(src)="b.GEN.4.9.2"> Iye akati , Handizivi , ndini mufudzi womunununa wangu here ?
(trg)="b.GEN.4.9.1"> 耶和華 對該 隱說 、 你 兄弟 亞伯 在 那 裡 . 他說 、 我 不 知道 、 我 豈是 看守 我 兄弟 的 嗎

(src)="b.GEN.4.10.1"> Akati , Waiteiko ?
(src)="b.GEN.4.10.2"> Inzwi reropa romunununa wako rinodaidzira kwandiri panyika .
(trg)="b.GEN.4.10.1"> 耶和華 說 、 你 作 了 甚 麼 事 呢 、 你 兄弟 的 血 、 有 聲音從 地裡 向 我 哀告

(src)="b.GEN.4.11.1"> Zvino watukwa , wadzingwa panyika , iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romunununa wako paruoko rwako ;
(trg)="b.GEN.4.11.1"> 地開 了 口 、 從 你 手裡 接受 你 兄弟 的 血 . 現在 你 必從這 地 受 咒詛

(src)="b.GEN.4.12.1"> kana uchirima ivhu , haringakupi simba raro ; uchava mutizi nomudzungairi panyika .
(trg)="b.GEN.4.12.1"> 你 種地 、 地 不 再 給 你 效力 . 你 必 流離飄蕩 在 地上

(src)="b.GEN.4.13.1"> Ipapo Kaini akati kuna Jehovha , Kurohwa kwangu kukuru , handingakutakuri .
(trg)="b.GEN.4.13.1"> 該隱對 耶和華 說 、 我的 刑罰 太重 、 過於 我 所 能 當的

(src)="b.GEN.4.14.1"> Tarirai , mandidzinga nhasi panyika ino , ndichavanda pamberi penyu ; ndichava mutizi nomudzungairi panyika ; ani naani anondiwana achandiuraya .
(trg)="b.GEN.4.14.1"> 你 如今 趕逐 我 離開這 地 、 以致 不 見 你 面 . 我 必 流離飄蕩 在 地上 、 凡 遇見 我 的 必殺我

(src)="b.GEN.4.15.1"> Jehovha akati kwaari , Naizvozvo ani naani anouraya Kaini achatsiviwa kanomwe .
(src)="b.GEN.4.15.2"> Jehovha ndokuisira Kaini chiratidzo , kuti munhu anozomuwana arege kumuuraya .
(trg)="b.GEN.4.15.1"> 耶和華 對 他 說 、 凡殺該 隱的 必 遭 報 七 倍 。 耶和華 就 給該 隱立 一 個記號 、 免得 人 遇見 他 就 殺他

(src)="b.GEN.4.16.1"> Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehovha , akandogara panyika yeNodhi , kumabvazuva kweEdheni .
(src)="b.GEN.4.16.2"> Vana vaKaini
(trg)="b.GEN.4.16.1"> 於是 該隱離開 耶和華 的 面 、 去 住在 伊甸 東邊 挪 得 之地

(src)="b.GEN.4.17.1"> Kaini akaziva mukadzi wake , akatora mimba , akapona Enoki ; akavaka guta , akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki .
(trg)="b.GEN.4.17.1"> 該隱與 妻子 同房 、 他 妻子 就 懷孕 、 生了 以諾 、 該隱 建造 了 一 座 城 、 就 按 著 他 兒子 的 名將 那 城 叫作 以諾

(src)="b.GEN.4.18.1"> Enoki akaberekerwa Iradhi ; Iradhi akabereka Mehujaeri ; Mehujaeri akabereka Metushaeri ; Metushaeri akabereka Rameki ;
(trg)="b.GEN.4.18.1"> 以 諾生 以 拿 、 以 拿 生米戶雅利 、 米戶雅利生 瑪土撒利 、 瑪土 撒 利生 拉麥

(src)="b.GEN.4.19.1"> Rameki akawana vakadzi vaviri , zita romumwe rainzi Adha , zita romumwe rainzi Zira .
(trg)="b.GEN.4.19.1"> 拉麥娶 了 兩個 妻 、 一 個 名叫 亞大 、 一 個 名叫 洗拉

(src)="b.GEN.4.20.1"> Adha akapona Jabhari ; iye waiva baba vavanhu vanogara mumatende vane zvipfuwo .
(trg)="b.GEN.4.20.1"> 亞大生雅八 、 雅八 就 是 住帳棚 牧 養 牲畜 之 人 的 祖師