Tinogona kuzvishandisa pakumurumbidza uye pakubatsira vamwe.
Singawasebenzisa ukuze simdumise futhi sizuzise nabanye.


Ko matenga akazara nenyeredzi uye mafungu egungwa hazviratidzi simba raMwari here?
Amazulu anezinkanyezi nolwandle oluyaluzayo akwembuli yini amandla akhe?

Ndichaunyora pasi ndonobvunza vabereki vangu."
Ngizowubhala phansi bese ngibuza abazali bami."

Hatibhadharwe kuti tinoparidzira vanhu, tidzidzise muungano kana kuti patinobatsira pakuvaka nzvimbo dzokunamatira.
Asikhokhelwa ngokushumayela, ngokufundisa ebandleni noma ngokusiza lapho kwakhiwa izindawo zokukhulekela.

Ndiani anoziva kana tichizenge tiri vapenyu mangwana?
Ubani owaziyo ukuthi siyobe sisaphila kusasa?

Zvose pamusoro penyu, Jesu kana kuti kwete.
Konke ngawe, uJesu noma cha.

Japan ndiyo imba yangu yechipiri.
IJapane yikhaya lami lesibili.

Mwana wenyu anoziva chokwadi nezvebonde here?
Ingabe ingane yakho iyalazi iqiniso ngocansi?

Hatikwanisi kubatsira vakafa, uye ivo havakwanisi kutibatsira.
Angekhe sakghona ukubasiza abafileko, nabo angeze bakghona ukusisiza.

Unodii kuiita 16?
Kungani ungakwenzi 16?

Ndakauya kuGerman mu2010 ..
Ngafika eJalimane ngo-2010 ..

Asi yeuka kuti paiva "pakati pousiku chaipo."
Kodwa khumbula ukuthi 'kwakuphakathi kobusuku.'

Unoyeuka pawakambodonha uchiri mudiki here?
Uyazikhumbula uwa lapho useyingane?

Kubvira ipapo, ndiri kushumira semumishinari muJapan."
Kusukela ngaleso sikhathi, bengilokhu ngikhonza njengesithunywa sevangeli eJapane."

Dzidza nezve edu gumi-emakore US indasitiri Zvinangwa:
Funda ngemigomo yethu Yezimboni Yezimboni zase-US yeminyaka eyishumi:

Dzimwe nguva vanokumbira mabhuku emitauro 5 kana kuti 6."
Ngezinye izikhathi zicela amabhuku ngezindimi ezinhlanu loba eziyisithupha."

Mwari havazorore kana kutora zororo kuti vachengetedze nyika.
UNkulunkulu akaphumuli noma athathe amaholide ukunakekela umhlaba.

Tinotarisira kuona iwe muBoston Fall ichi!
Sithemba ukukubona ku Boston lokhu Fall!

Asi vakanga vachinja vachibatsirwa neMagwaro uye nemweya mutsvene waMwari.
Kodwa base beguqukile, besizwa yiBhayibheli nomoya kaNkulunkulu ongcwele.

Akati: 'Wakanga uri kupi pandakasika denga nenyika?
Wathi: 'Wawukuphi lapho ngidala izulu nomhlaba?

Tinofanira kuitei iye zvino? - Vhesi 34.
Kumele senzeni khathesi? - Ivesi 34.

Ityai Mwari, kwete vanhu (4-7)
Sabani uZimu, ingasi abantu (4-7)

Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.
Ngenxa yakho konke lokhu ulaka lwayo kaluphenduki, kodwa isandla sayo silokhu seluliwe.

Hi Douglas .. ndine mubvunzo mumwe chete.
Sawubona Douglas .. nginombuzo owodwa.

Asi kana pasina, ruchadzokera kwamuri."
Kodwa uma engekho, kuyobuyela kini."

"Uye hongu, iyi ndiyo Twitter yangu.
"Futhi yebo, lena yi-Twitter yami.

Ini ndinozviwana ndichifanira kuita zvakafanana, Douglas.
Ngizithola kufanele ngenze into efanayo, uDouglas.

Vanhu vanoti ndakafanana nababa vangu.
Abantu bathi ngifana nsé nobaba.

Kana vakamunzwa nokumushumira, Vachapedzisa mazuva avo vachifara, Namakore avo vari pane zvinofadza.
Uma belalela, bamkhonze, bayakuqeda imihla yabo ebuhleni neminyaka yabo kukho okumnandi.

15 Ichokwadi kuti hapana kumbobvira pava newanano isina matambudziko.
15 Yiqiniso, awukaze ube khona umshado ongenazo izinkinga.

Natani akapindura kuti: "Itai zvose zviri mumwoyo menyu, nokuti Mwari wechokwadi anemi."
UNathani wathi kuDavide: "Yenza konke okusenhliziyweni yakho, ngokuba uNkulunkulu unawe."

Ndiri kukunyorerai pashure pemakore maviri sehanzvadzi yenyu yechiKristu."
Ngemva kweminyaka emibili, nginibhalela njengodadewenu ongumKristu."

Vamwe munoziva ndaigara kuchamhembe Sweden kwemakore 23 hwangu.
Abanye benu bazi Ngahlala enyakatho yeSweden iminyaka engu-23 yokuphila kwami.

Vanoonga zvikuru chikomborero chaakavapa! [1]
Siyambonga kakhulu uJehova ngalesisibusiso! [1]

ndiye Mwari dzako utiziro nhasi?
Ingabe uNkulunkulu yakho isiphephelo namuhla?

Yakati: "Izvi zvakaita kuti ndinzwisise ndima iyi."
Wathi: "Lokhu kwenza lakhanya bha leli vesi."

Anogona kusunungura vose kubva kumusoro pasi
Yena angasikhulula everybody kusuka phezulu phansi

FUNGA nezvezuva rawakafara chaizvo muupenyu hwako.
AKE ucabange ngosuku owawujabule ngalo kakhulu kunazo zonke ekuphileni kwakho.

Marudzi achamanikidzwa kuitei?
Yini izizwe eziyophoqeleka ukuba ziyenze?

Nyaya yaiti 'Wakamboshumira Here?
Isihloko esithi, 'Ingabe Wake Wakhonza?

Muchitsauko 4 akataura nezvaAbrahamu.
Esahlukweni 4, wakhuluma ngo-Abrahama.

"Ndava nemakore ndichizivana naMike.
"Besengineminyaka ngimazi uMike.

Unogona kudzidza zvakawanda pakutenda kwaMariya.
Ikholo lakaMariya lingakufundisa okunengi khulu.

Markus paakazodzoka achibva kuUnited States, ndainge ndava kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri 17!
Ngesikhathi uMarkus ebuya e-United States, ngase ngiqhuba izifundo zeBhayibheli ezingu-17!

Hama yacho yakaroora hanzvadzi inotaura Chirungu.
Umnakwethu lo watjhada nodade okhuluma isiNgisi.

Mangwana, isu tichawona "The London Boy."
Kusasa, thina sizobuka "The London Boy."

Ndakanga ndava nemakore ndichinamata kuti vanhu vemumhuri medu vagare vaine utano uye kuti upenyu huvafambire zvakanaka.
Kwase kuphele iminyaka ngithandazela impilo nenhlalakahle yomndeni wakithi.

Iri ndiro suo raJehovha panopinda navakarurama.
Yileli isango likaJehova; olungileyo uyakungena ngalo.

Zvichida vakadzi zvino vanofanira kudzidza
Mhlawumbe abesifazane manje kudingeka bafunde

Muapostora Johani akanyora kuti: "Tose takagamuchira kubva pane zvaazere nazvo, iwo mutsa usina kukodzera kuwanwa pamusoro pomumwe mutsa usina kukodzera kuwanwa."
Umpostoli uJwanisi wathi: "Ngokuzala kwakhe umusa saphiwa soke umusa phezu komusa."