"Ngaparege kuva nomunhu anokushayisai mubayiro." - VAK.
"Makungabikho mntu uniphulukanisa nomvuzo." - KOL.


Ndinokutendai zvikuru." - A., Argentina.
Enkosi kakhulu." - UA. , waseArgentina.

"Vanakomana Venyu Havana Kufamba Munzira Dzenyu"
"Oonyana Bakho Abahambanga Ngeendlela Zakho"

24:17 Akati kwavari, "Ko mashoko awa, yauri kukurukurirana mumwe, sezvo imi kufamba uye makasuruvara?"
24:17 Wathi ke yena kubo, "Yintoni na la mazwi, leyo ngazo omnye komnye, nihamba nibe nithe matshamatsha?"

Kungofanana naMosesi, hatisati tava kunyatsoziva kuti zvose zvakavimbiswa naMwari zvichazadziswa sei.
NjengoMoses, asinazo zonke iinkcukacha zendlela uThixo aza kuzizalisekisa ngayo izithembiso zakhe.

Dzokera nomukadzinyina wako chirikadzi."
Buyela nomninawakazi wakho ongumhlolokazi."

Natani akapindura kuti: "Itai zvose zviri mumwoyo menyu, nokuti Mwari wechokwadi anemi."
UNatan wamphendula wathi: "Yonk' into esentliziyweni yakho yenze, kuba uThixo . . . unawe."

Hapana zvandaiziva nezvaMwari wechokwadi.
Ndandingazi nto ngoThixo oyinyaniso.

8 Vabereki munonyatsoteerera here vana venyu pavanenge vachitaura?
8 Bazali, ngaba niyabaphulaphula ngokwenene abantwana benu?

5:30 Ini handigoni kuita chinhu pachangu.
5:30 Andikwazi ukwenza nantoni na ngokwam.

Izvi zvakaitika here nekuti Mwari akanga atoziva kare kuti taigona kuzvitsungirira?'
Ngaba le nto yenzeke kuba uThixo efikelele kwisigqibo sokuba siza kukwazi ukuyinyamezela?'

Tichadzoka musi weMugovera."
Siza kubuya ngoMgqibelo."

Ndiani anogona kuona zvese zvatinoita?
Ngubani oyibonayo yonke into esiyenzayo?

Uri Kuwana 'Zvokudya Panguva Yakakodzera' Here?
Lelo Utambulanga Byakudya "pa Kitatyi Kifwaninwe"? _ Kwifunda

Vakakokwa kuti vaswedere pedyo naMwari neMwanakomana wake.
Kukunikwa ithuba lokusondela kuye nakuNyana wakhe.

Ndichagara ndichikuda, Emerson! "
Ndiya kuhlala ndiyakuthanda, uEmerson! "

Zvii zvakaitwa nevakadzi vekare vaitya Mwari?
Yintoni eyafezekiswa ngamabhinqa awoyik' uThixo mandulo?

Hapana kana shoko rimwe rakakona.'
Akusilelanga nalinye ilizwi kuwo."

Uchapupu hwaunopomerwa navanhu ava ndohweiko?"
Yintoni kanye le aba bayingqinayo ngawe?"

Muchitsauko 4 akataura nezvaAbrahamu.
Kwisahluko 4, uthetha ngoAbraham.

Budai, imi vabatiri vaMwari Wokumusorosoro!'
Phumani, bakhonzi bOyena Thixo Uphakamileyo!'

The simba vari kuswedera pamusoro kunobva kuna Mwari, kwete kubva dhiabhorosi.
Amandla basondela phezu iphuma kuThixo, kungekuwo ngumtyholi.

Funga zvinhu zvawava kunzwisisa iye zvino zvawaisaziva makore 30 kana kuti 40 apfuura.
Cinga ngezinto osele uzazi ngoku, owawungazazi kwiminyaka eyi-30 neyi-40 edluleyo.

"Unobuda muushumiri kunyange vabereki vako vasingabudi here?"
"Ngaba uyaya entsimini naxa abazali bakho bengayi?"

Pazuva iro hamuzondibvunzizve kana chinhu.
Nangaloo mini aniyi kundibuza nto.

Vakapindura kuti, "Usambofa wakaenda pedyo nevanhu ivavo!"
Wandiphendula wathi, "Ungaze usondele kwaba bantu!"

Anoti: "Kana ari Mariya, asarudza mugove wakanaka, uye haazoutorerwi."
Wathi: "Yena ke, uMariya unyule isahlulo esilungileyo, yaye asiyi kususwa kuye."

"Achapukuta misodzi yose" pamaziso evanhu vakatendeka.
"Uya kuzisula zonke iinyembezi emehlweni" abantu abathembekileyo.

Zvisarudzo izvozvo zvakaita kuti vakwanise kutamira kuGhana muna 2004.
Ezo zigqibo zabenza batsho bakwazi ukufudukela eGhana ngo-2004.

Ungati, 'Zvinhu zvakadai hazvifaniri kuitika musangano raMwari!'
Usenokude uthi: 'Into enje ibingamelanga kwenzeka kwintlangano kaThixo!'

"Makasvika pakuziva Mwari." - VAG.
"Nifikelele ekumazini uThixo." - GAL.

Chivi chaAdhamu chakakanganisawo sei vana vake?
Inzala ka-Adam yachatshazelwa njani sisono?

FUNGA nezvezuva rawakafara chaizvo muupenyu hwako.
KHAWUCINGE ngeyona mini ikuvuyisayo ebomini bakho.

Natani akabva ati: "Imi ndimi munhu wacho!"
Emva koko uNatan wathi kuye: "Wena ngokwakho uyiloo ndoda!"

Vanotaurwawo pavanhu "vanogara nhaka yezvipikirwa pachishandiswa kutenda nokushivirira."
Ngabanye babantu 'abathi ngokholo nomonde bazidla ilifa izithembiso.'

Awa yangu haisati yasvika. "
Ixesha lam alikafiki ufikile. "

Pavanoona nhoroondo dzakadai seyaNoa neMafashamo vanonetseka kuti, 'Nei Mwari ane rudo akauraya vanhu vose ivavo?
Xa befunda amabali anjengelikaNowa noMkhukula bathi, 'Kwakutheni ukuze uThixo onothando abulale abantu abaninzi kangaka?

Kunyange zvakadaro ari kutarisira kuzomuonazve munyika itsva yakavimbiswa naMwari.
Sekunjalo, ukhangele phambili ekumboneni kwakhona kwihlabathi elitsha elithenjiswe nguThixo.

Munhu anofamba haakwanisi kudzora nhanho dzake."
Asikokomntu ohambayo ukwalathisa inyathelo lakhe."

Zvisinei, chii chaizoitika pakupera kwemakore 483?
Kodwa ke, yintoni eyayiza kwenzeka ekupheleni kwaloo minyaka ingama-483?

Saka nei vari kukwanisa kutaura mitauro yedu?'
Kutheni bekwazi ukuthetha iilwimi zethu?'

Havagoni kutibatsira kana kutikuvadza, nekuti muguva "hamuna basa kana kuronga mazano kana zivo kana uchenjeri."
Abanakusinceda okanye basenzakalise kuba 'akukho msebenzi nakuyila nakwazi nakulumka engcwabeni.'

Ndave ndichipayona kuMongolia kubva muna April 2008.
Ndibe nguvulindlela eMongolia ukususela ngoAprili 2008.

Amoni anofara muna Ishe - Vane rutendo vanosimbiswa naIshe uye vachipiwa ruzivo - Nerutendo vanhu vanokwanisa kuunza zviuru zvemweya mukutendeuka - Mwari vane simba rose uye vanonzwisisa zvinhu zvose.
UAmon uyaqhayisa ngeNkosi - Abanyanisekileyo bayomelezwa yiNkosi kwaye banikwa ulwazi - Ngokholo abantu banokuzisa amawaka emiphefumlo enguqukweni - UThixo unawo onke amandla kwaye uqonda zonke izinto.

Pashure pokufa kwaJosefa, vakava varanda imomo.
Emva kokufa kukaYosefu, aba ngamakhoboka.

Vakazotaurawo kuti: 'Iri harisi basa remunhu.'
Kamva wathi: "Lo asingomsebenzi womntu."

Kutenda kwangu kunoita kuti ndirarame zvinoenderana nezvinonzi naMwari zvakarurama here uyewo ndidzidzise vamwe zvaanoda kuti vaite?'
Ngaba ukholo lwam lundenza ndingenzi nje into efunwa nguThixo, kodwa lundenza ndixelele nabanye abantu ukuba ufuna ntoni kubo?'

17 Kufamba nezita raMwari kunosanganisira zvinhu zvinenge zvitatu.
17 Ubuncinane zintathu izinto ezibandakanyekileyo ekuhambeni egameni likaThixo.

Pane here munhu akambondiudza kuti ndimire kungopfuudza mae-mail?'
Ngaba ukhona umntu owakha wandicela ukuba ndiyeke ukumthumelela ii-imeyile?'

17 Vana vanofanirawo kuramba vakadzikama.
17 Nabo abantwana kufuneka bazole.