Kana asiri worugare, rugare rwenyu ruchadzokera kwamuri.
እንተ ዘየልዩ ግና ሰላምኩም ናባኻትኩም ክምለስ እዩ።
Nokuti iye neshamwari dzake vakashama kwazvo nokuda kwehove dzavakanga vabata,
እዚ ኸአ ንሱን ኩሎም እቶም ምስኡ ዝነበሩን በቲ ኺገፉ ኸለዉ ዝኃዝዎ ዓሣ ስለ ዝተገረሙ እዩ።
Vasande vanogona kukudzwa sevarevereri kuna Mwari.
ቅዱሳን መማለድቲ ስለ ዝዀኑ፡ ፍሉይ ኣኽብሮት ኪውሃቦም ይኽእል እዩ።
Zita rakanaka rinodiwa kwazvo kupfuura pfuma zhinji; kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana goridhe.
ጽቡቕ ስም ካብ ብዙሕ ሃብቲ ይሕረ፡ ሞገስ ከኣ ካብ ብሩርን ወርቅን ይበልጽ።
13Zvirokwazvo, vakarurama vachavonga zita renyu; Vanemoyo yakarurama vachagara pamberi penyu.
13 ብርግጽ፣ ጻድቃን ንስምካ ኼማስዉ፣ ቅኑዓት ኣብ ቅድሜኻ ኺነብሩ እዮም።
Asi kana pasina, ruchadzokera kwamuri."
እንተ ዘየልቦ ግና፡ ሰላምኩም ኪምለሰኩም እዩ" በሎም።
14 Ko hamudzidziswi naiwo musikirwe wavanhu kuti kana murume anevhudzi refu, unonyadziswa nazvo here?
14ወይ ከዓ ሰብኣይ ፀጕሩ እንተንወኀ ነውሪ ምዃኑስ እቲ ተፈጥሮ ባዕሉዶ ኣይምህረኩምን እዩ?
Muprofita wacho ndiye aizova "mwana" akavimbiswa.
እቲ ነብዪ እቲ ኸኣ፡ እቲ መብጽዓ እተኣትወሉ "ዘርኢ" እዩ።
17 Vanakomana vako vari kudzoka vachikurumidza.
17 ደቅኺ ቐልጢፎም ይምለሱ።
Iye zvino imi nevana venyu mava kufanira kubatsirawo vanhu vomuFrance!
ሕጂ ንስኻትኩምን ደቅኹምን ንፈረንሳውያን ክትሕግዝዎም ኣሎኩም።
Uye kupfuura zvose, ndina Baba vangu vekudenga vandinotaura navo mazuva ose.
ልዕሊ ዅሉ ድማ፡ መዓልቲ መዓልቲ ዝዛረቦ ሰማያዊ ኣቦ ኣሎኒ።
"Hamuzivi kuti Ishe wenyu ari kuuya zuva ripi."
"ጐይታኹም በየነይቲ መዓልቲ ኸም ዚመጽእ ኣይትፈልጡን ኢኹም።
Zvii zviri kuitwa neUmambo hwaMesiya zvinoita kuti uve nechokwadi chokuti Mwari anoda vanhu?
መሲሓዊት መንግስቲ፡ ኣምላኽ ብፍቕሪ ተደሪኹ ንደቂ ሰብ ዘዳለዋ መሰናድዎ ከም ዝዀነት ዘእመነካ እንታይ እዩ፧
4 Mazuva ano kune vakawanda vakaita saDhavhidhi.
4 ሎሚ ዘለዉ ብዙሓት ሰባት ልክዕ ከም ዳዊት እዮም።
17 Kukurukura kwataita nyaya iyi kungaita kuti tidewo kutaura mashoko akataurwa nevaapostora pavakakumbira Jesu kuti: "Tiwedzereiwo kutenda."
17 ነዚ ኣብ ላዕሊ ዘሎ ሓሳባት ድሕሪ ምርኣይና፡ ከምቲ እቶም ሃዋርያት ንጐይታና፡ "እምነት ወስኸና" ኺብልዎ ኸለው እተሰምዖም ስምዒት ይስምዓና ይኸውን።
Itira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitirewo Paunenge Uchiparidza
ኣብ ኣገልግሎትካ ነታ ወርቃዊት ሕጊ ስዓባ
vazhinji vaIsraeri kuna She Mwari wavo.
ንብዙሓት ህዝቢ እስራኤል ድማ ናብ ኣምላኾም ክመልሶም እዩ።
Mazuva ano vashumiri vaMwari havacharwi muhondo.
ሎሚ፡ ኣገልገልቲ ኣምላኽ ኣብ ስጋዊ ውግእ ኣይሳተፉን እዮም።
5 Chokwadi ndinokuudzai kuti aiwa; asi, kana mukasapfidza, imi mose muchaparadzwa saizvozvowo."+
5ኣይፋሉን፤ እንተ ዘይተነሲሕኹምስ ኲልኻትኩምውን ከምኣቶም ክትጠፍኡ ኢኹም በሎም።
29 Zvino akavataurira mufananidzo achiti*: Tarirai muvonde nemiti yose;
ሓደ ምስላ ድማ ነገሮም፥ ኣብ ኦም በለስን ኣብ ኵሉ ኦምን ርኣዩ።
7 Nokuti tariro iripo kunyange nokuda kwomuti.
7 ኦም እኳ ተስፋ ኣለዎ።
Nekuti ani nani unoita kuda kwaBaba vangu vari kumatenga, ndiye hama yangu, nehanzvadzi, namai.
ፍቓድ እቲ ኣብ ሰማይ ዘሎ ኣቦይ ዝገብር ኲሉ ንሱ ሓወይን ሓፍተይን እኖይን እዩ በለ።
Unoziva here kuti tose takasvika sei pakuva nechivi? -
ንዅላትና ኸመይ ገይሩ ሓጢኣት ኪህልወና ኸም ዝኸኣለስ ትፈልጥዶ፧ -
Mosesi aida kubatsira vamwe kuti vavewo nokutenda kwakasimba.
ሙሴ ንኻልኦት ሰባት እውን እምነቶም ከም ዜደልድሉ ኺገብሮም ይጽዕር ነይሩ እዩ።
32 Zvino chaunga chose chavaitenda vaiva nomoyo mumwe nomweya mumwe; kwakanga kusinomumwe waiti chimwe chaaiva nacho ndechake, asi zvinhu zvose vakati ndezvavose.
32እቶም ዝኣመኑ ዂላቶም ሓደ ልብን ሓደ ሓሳብን ነበሩ፤ ንብረቶም ብምሉኡ ናይ ሓባር ደኣ ነበረ እምበር ካብኣቶም ሓደኳ እዙይ ናተይ እዩ ዝብል ኣይነበሮምን።
Nokuda kwokuwanda kwokusarurama, rudo rwavazhinji ruchatonhora.
ብሰንኪ ብዝሒ ክፍኣት ከኣ ፍቕሪ ብዙሓት ክትዝሕትል እያ።
Akabva azoti: "Naizvozvo endai munoita kuti vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi."
ሽዑ ድማ፡ 'ኪዱ ኻብ ኵሎም ኣህዛብ ደቀ መዛሙርቲ ግበሩ።
"Murume wangu, Robert, akashaya musi wa9 July 2008.
"ብዓል ቤተይ ሮበርት ኣብ 9 ሓምለ 2008 እዩ ሞይቱ።
11:14 Achataura kwamuri mashoko, yamunofanira uchaponeswa neimba yako yose. '
13- 14ንሱ ኸዓ መልኣኽ ኣብ ቤቱ ደው ኢሉ ናብ ኢዮጴ ለኣኽ እሞ ነቲ ጴጥሮስ ዝበሃል ስምዖን ጸዊዕኻ ኣምጽአዮ፤ ንስኻን ኲሉ ቤትካን እትድኅኑሉ ቓል ንሱ ኽነግረካ እዩ› ክብሎ እንተሎ ኸም ዝረአየ ነገረና።
Akavhura "pfungwa dzavo kwazvo kuti vanzwisise zvaireva Magwaro."
"ነቲ ቕዱሳት ጽሑፋት ኬስተውዕልዎ፡ ኣእምሮኦም ከፈተሎም።
Haasiriwo wevanhu vemamwe marudzi here?
ናይ ኣሕዛብውን ኣምላኽዶ ኣይኮነን?
Hapana zvatinogona kuvaita, asi Mwari achavabvisa.
ነዚኣቶም ከነወግዶም ኣይንኽእልን ኢና፣ ኣምላኽ ግና ኬወግዶም እዩ።
6 "Unogona kufara usina chitendero chaunopinda."
6 "ሃይማኖት ዘይብልካ ኽነስኻ፡ ሕጉስ ክትከውን ትኽእል ኢኻ።
18 Ndinoyambira mumwe nomumwe anonzwa mashoko ouprofita hwebhuku iri ndichiti: Kana munhu upi zvake akawedzera chinhu chipi zvacho kwaari, Mwari achawedzera kwaari matambudziko akanyorwa mubhuku iri.
18ኣነ ነዘ ኣብዘ መጽሓፍ እዙይ ዘሎ ቓል ትንቢት ንዘሰምዑ ዂሎም አጠንቅቖም ኣለኹ፦ ሓደኳ ናብዘን ቃላት እዚኣተን እንተ ወሰኸ እግዚኣብሔር ከዓ ኣብዘ መጽሓፍ እዙይ ተጽሒፉ ዘሎ መቕሠፍቲ ኽዉስኸሉ እዩ።
Mambo Soromoni akafemerwa kunyora kuti: "Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho."
"ንኹሉ ግዜ ኣለዎ" ኢሉ ንጉስ ሰለሞን።
9 Naizvozvo ndinoti kwamuri, Rambai muchikumbira,+ uye muchazvipiwa; rambai muchitsvaka,+ uye muchawana; rambai muchigogodza, uye muchazarurirwa.
9 ከምኡ ድማ፡ እብለኩም ኣለኹ፡ ብቐጻሊ ለምኑ እሞ፡+ ኪውሃበኩም እዩ፣ ብቐጻሊ ድለዩ እሞ፡ ክትረኽቡ ኢኹም፣ ብቐጻሊ ዃሕኵሑ እሞ፡ ኪኽፈተልኩም እዩ።
Jesu pamwe chete nevaapostora vake vakanga vasingaiti mamwe mabasa aivapa mari pavaifamba vachiparidza.
የሱስ ኰነ ሃዋርያቱ፡ ኣብ ዕዮ ስብከቶም ዓለማዊ ስራሕ ኣይሰርሑን እዮም ነይሮም።
Jesu akati: "Pane pfuma yako, ndipowo pachava nomwoyo wako."
የሱስ፡ "መዝገብካ ኣብ ዘለዎ፡ ኣብኡ ድማ ልብኻ ኣሎ" በለ።
5:14-16) Chechipiri, urongwa uhwu hunoita kuti vatadzi vanenge vapfidza varambe vachifarirwa naMwari uye vasava netsika yekuita chivi.
5:14-16) ካልኣይ፡ እዚ መሰናድዎ እዚ፡ እተነስሑ ኣበስቲ ሞገስ ኣምላኽ ኪረኽቡን ሓጢኣቶም ከይደግሙን ይሕግዞም እዩ።
23 ndiwo muviri wake, kuzara kwaiye unozadzisa zvose munavose.
23ንሳ ኣካሉ እያ፤ ንኣኣን ንዂሉን ዝመልእ ናይ ክርስቶስውን ምልኣቱ እያ።
Izvozvo zvichaita kuti vanhu vaMwari vaponeswe.
እዚ ኸኣ፡ ህዝቢ ኣምላኽ ከም ዚድሕኑ ዜረጋግጽ እዩ።
Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye chimwe chinhu kune chimwe chinhu pasi peudenga.
ንኹሉ ዘዘመኑ ኣለዎ፡ ኣብ ትሕቲ ሰማይ ንዘሎ ኹሉ ነገር ከአ ገጊዚኡ ኣለዎ።
18 Tose zvedu tinogona kushandisa chidzidzo chiri mumashoko aPauro.
18 ኵላትና ነቲ ኣብ ቃላት ጳውሎስ ዚርከብ መሰረታዊ ስርዓት ክንትግብሮ ንኽእል ኢና።
Unoziva here kuti Mwari ari kutaura sei nesu?
ኣምላኽ ብኸመይ ከም ዚዛረበና ትፈልጥዶ፧
Iye nevamwe vanhu vanomwe vemumhuri yake, vakanga vakabatikana nokuita basa ravakanga vapiwa naMwari raisanganisira kuvaka areka.
ንሱን ሸውዓተ ኣባላት ስድራ ቤቱን፡ ኣብቲ ኣምላኽ ዝሃቦም ዕዮ፡ እንተላይ ኣብ ህንጸት መርከብ እዮም ተጸሚዶም ነይሮም።
Kuda muvakidzani kunoita kuti vanhu vaMwari vabate sei vavanonamata navo uyewo vamwe vanhu?
ህዝቢ ኣምላኽ ኣመንቲ ምስ ዝዀኑ ብጾቶምን ምስ ካልኦትን ኣብ ዘለዎም ርክብ ንብጻዮም ከም ዜፍቅሩ ዜርእዩ ብኸመይ እዮም፧
Vechidiki, Muri Kuisa Pfungwa Pazvinangwa Zvekunamata Here?
ኣቱም መንእሰያት፡ ኣብ መንፈሳዊ ሸቶታት ዲኹም እተተኵሩ፧
Zvishoma nezvishoma, Soromoni akachinja uye akatangawo kunamata zvidhori.
በብቝሩብ ድማ ሰሎሞን ተቐየረ፣ ጣኦታት እውን ኬምልኽ ጀመረ።
Shoko raMwari rinoti: "Kumunhu hapana chinhu chiri nani kupfuura kuti adye, anwe, aite kuti mweya wake ufadzwe nezvakanaka pabasa rake rakaoma."
ስለዚ ድማ፡ ቃል ኣምላኽ፡ "ንሰብሲ ኻብ ምብላዕን ምስታይን ብጻዕሩ ኻብ ምሕጓስን ዚሓይሽ ሓንቲ እኳ የብሉን" ይብል።
Mwari achatonga zvifeve nemhombwe.
ንኣመንዝራታትን ንዘመውትን ግና እግዚኣብሔር ክፈርዶም እዩሞ።