Iwo akhalonga: 'Yahova nkhabe kutiona.
Nekuti vari kuti, 'Jehovha haasi kutiona.
Ena a inu mukudziwa ndinkakhala kumpoto Sweden zaka 23 za moyo wanga.
Vamwe munoziva ndaigara kuchamhembe Sweden kwemakore 23 hwangu.
Tsopano, chirichonse chimene iye akuchita, iye amanditumiza ine ku North Pole.
Zvino, chero zvaanoita, anonditumira kuNorth Pole.
Ana a Isiraeli achuluka kwambiri ndipo ndi amphamvu kuposa ife.+
Vanhu vevanakomana vaIsraeri vawanda uye vava nesimba kutipfuura.+ 10 Uyai!
Anthu okonda Mawu a Mulungu anazindikira mfundo imeneyi kalekale.
Kubvira kare, vaya vanoda Shoko raMwari vanoziva izvozvo.
Ndiyeno Yesu adzasangalala n'kuika kapoloyo pa udindo wake wachiwiri woyang'anira zinthu zake zonse.
Jesu achabva afara kumugadza kechipiri, pazvinhu zvake zvose.
Mchemwali wanga anaphedwa zaka zisanu zapitazo.
Hanzvadzi yangu yakapondwa makore mashanu akapfuura.
Koma Rute anati: 'Sindingakusiyeni.
Asi Rute akati: 'Handisi kuzokusiyai.
Ndipo wow, ndine wokondwa kuti ndinali ndi chisangalalo kumva Andrea akuyankhulanso!
Uye wow, ndinofara here kuti ndakave nemufaro kunzwa Andrea achitaura zvakare!
"Tsiku lina panthawi, ichi ndi chokwanira.
"Rimwe zuva pane imwe nguva, izvi zvakakwana.
Ngati mwayenda padziko lonse lapansi 2 mon ...
Kana iwe wakafamba nyika dzepasi rose 2 mon ...
"M'masiku ake, wolungama adzaphuka, ndipo padzakhala mtendere wochuluka kwa nthawi yonse pamene mwezi udzakhalepo.
"Mumazuva ake, vakarurama vachabudirira, uye rugare ruchawanda kusvikira mwedzi usisipo.
Mwachitsanzo, m'chaputala 4 anafotokoza za Abulahamu.
Muchitsauko 4 akataura nezvaAbrahamu.
Iye "sanalilenga [dziko lapansi] mwachabe" koma "analiumba akhalemo anthu."
Anoti 'haana kungosika nyika pasina' asi "akaiumba kuti igarwe."
Munazichita zonse mwanzeru; dziko lapansi lidzala nacho chuma chanu."
Makaaita ose nouchenjeri; pasi pazere nepfuma yenyu.'
Baibulo limati: "Kudzakhala kuuka kwa olungama ndi osalungama."
Bhaibheri rinotaurawo kuti "kuchava nokumuka kwevakarurama nevasina kururama."
1Th 5:5 Pakuti inu nonse muli ana a kuunika, ndi ana a usana; simuri a usiku, kapena amdima;
5 Nekuti mose muri vana vechiedza, nevana vezuva; Hatisi veusiku kana verima.
Ndipita ndikamuone ndisanafe. "
Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa. "
Mwinatu ndingopita kukalalikira kudziko lina kwa chaka chimodzi chokha.'
Ndingatadza here kunoshumira mhiri kwemakungwa kunyange kwegore rimwe chete?'
Ngati mukufuna kuona zipatso zawo..
Kana uchida kuona zvibereko zvavo..
Izi zidzapereka mpata kuti anthu a Mulungu apulumuke.
Izvozvo zvichaita kuti vanhu vaMwari vaponeswe.
Palibe munthu amene ali ndi chithunzi cha Yesu.
Hapana munhu ane pikicha yaJesu.
Tili ku Austria, ndinapeza ntchito.
Ndakabva ndawana basa muAustria.
"Anthu 5 omwe mudzakumane nawo kumwamba."
"Vanhu vashanu vauchasangana navo kudenga."
Mukhoza kudzuka tsiku lina moto!
Unogona muka rimwe zuva pamoto!
Aliyense wa iwo amayesa kupeza mtsikana Russian.
Mumwe nomumwe wavo anoedza kuwana musikana Russian.
Osati khomo lotsekedwa limatanthauza Ayi kuchokera kwa Mulungu, ndipo sizitseko zonse zotseguka zomwe zimatanthauza Inde kuchokera kwa Iye.
Haasi ese masuo akavharwa anoreva Kwete kubva kuna Mwari, uye haazi ese masuo akavhurwa anoreva Hungu kubva kwaAri.
Pakuti ndikukuuzani, Aneneri ndi mafumu ambiri analakalaka kuona zimene mukuzionazi, koma sanazione, ndi kumva zimene mukumvazi koma sanazimve."
Nokuti ndinoti kwamuri: Vaporofita vazhinji nemadzimambo vaishuva kuona zvinhu zvamunoona imwi, asi havana ku zvi ona, nekunzwa zvinhu zvamunonzwa, asi havana ku zvi nzwa.
Poyamba, ine ndi M'bale Lennart Johnson tinali ndi ntchito yambiri.
Pakutanga, ini naLennart Johnson tisu taiita basa rakawanda.
Tengani zaka 5 Mwachitsanzo.)
Torai makore 5 somuenzaniso.)
Mulungu analandira nsembeyo ndipo anatsimikizira Nowa ndi banja lake kuti sadzawononganso zamoyo padziko lapansi ndi chigumula.
Mwari akapindura nokuvimbisa Noa nemhuri yake kuti aisazounzazve mafashamo kuti aparadze zvinhu zvose zvipenyu panyika.
Ndiye dzifunseni kuti, 'Kodi n'kutheka kuti Mulungu akugwiritsa ntchito anthu amenewa pofuna kundikokera kwa iye?'
Zvibvunze kuti, 'Mwari angave achivashandisa kundibatsira kuva neukama hwepedyo naye here?'
Tidzakhala kuposa kukuthandizani!
Tichava zvinopfuura kukubatsira!
ukwati ndi kukhazikitsidwa kwa Ambuye, ndichifukwa chake malembo akunena chomwe Mulungu adachimanga pamodzi, munthu asachilekanitse.
muchato isangano raIshe, ndosaka rugwaro rwuchitaura zvakabatanidzwa naMwari, ngaparege kuva nemunhu unoparadzanisa.
Kodi Yerusalemu Wakale Anawonongedwa Liti? - Gawo 2
Jerusarema Rekare Rakaparadzwa Rini? - Chikamu Chokutanga
David: Gwen anandiuza zimene ankaphunzira.
David: Gwen akandiudza zvaaidzidza.
(Pa tsikulo anthu adzagawikana Mmagulu awiri): gulu Una ku Janna, ndipo Gulu lina kumoto.
40 Panguva iyoyo varume vaviri vachange vari mumunda: mumwe achaendwa naye uye mumwe achasiyiwa;
Amayi achikulire uwatenge ngati amayi ako ndipo amayi achitsikana uwatenge ngati alongo ako, nʼkuyera mtima konse.
Vakadzi vakuru savanamai, uye vakadzi vaduku sehanzvadzi, nokuchena kwose kwomwoyo.
Austria: Palibe othawa kwawo aku Afghanistan amene akufuna!
Austria: Hapana vapoteri veAfghan vaida!
Ndipotu, mu chaputala 4, ndinakuphunzitsani momwe mungachitire.
Chaizvoizvo, muchitsauko 4, ndakakudzidzisa kuti ungazviita sei.
"Ndinaona Khamu Lalikulu la Anthu"
"Ndakaona Boka Guru Revanhu"
Muzifunafuna Ufumu Osati Zinthu Zina
Tsvaka Umambo, Kwete Zvinhu
Ndikuganiza kuti inali Facebook.
Ini ndinofunga yaive Facebook.
Janny: Ine ndi Marcus tinkalemberana makalata kangapo pa mlungu.
Janny: Ini naMarkus tainyorerana tsamba kakawanda pavhiki.
Tiyeni tipezeke kuti tawongoletsa kupembedza kwathu, tsiku la kuyesedwa!
Dai isu tiwanikwe kuti takanamatira kunamata kwedu, pazuva rekuongorora!
Ndipo sindidzalola Israyeli apite.'
Uye handizoregi Israeri kuti aende.'
Sindikuuzeni mmene NAB Show imatanthawuzira kwa ine!
Handigone kukuudza kuti NAB Show inorevei kwandiri!
6 Ifenso tikapirira tidzalandira mphoto.
6 Kana tikatsungirira, tichawana mubayiro.
Ndipita ndikamuone ndisanafe."
Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa. "
Zonse zokhudza Pakistan.
Zvose pamusoro pePakistan.