2 2017 _ Be Ing'eyo Mich Maduong' ma Nyasaye Osemiyowa?
No. 2 2017 _ Naa Ni Ḓo Ṱanganedza Tshifhiwa Tshihulwanesa Tsha Mudzimu?


25Ka ce dano gibicer woko ki i kin jo muto, ci doŋ pe gibinyomme, doŋ gibibedo macalo lumalaika ma i polo.
25 For kana vachimuka kuvakafa, havawanani, kana kuwaniswa, asi vakaita savatumwa kudenga.

2 Wan bende wakedo e lweny moro matek.
2 Isuwo tiri kurwa hondo yakaoma chaizvo.

nikech mano e gima Nyasaye nosingore niya, "Ka kinde ochopo kare, to anaduogi, kendo nanwang' ka Sara osenywolo nyathi mawuowi."
ndiwo mashoko echipikirwa: "Panguva yakatarwa ndichauya, uye Sara achava nomwanakomana."

Yie ema ne omiyo Musa odagi ni kik luonge ni wuod nyar Farao, kane osedoko ng'ama duong'.
Nokutenda Mosesi, akura, wakaramba kunzi mŋanakomana womukunda waFarao,

Septemba 2013 _ Ang'o Momiyo Chandruok Ng'eny Ahinya e Piny?
September 2013 _ Nei Paine Kutambura Kwakanyanya?

TIKA ingeyo ngat mo ma kome lit? - I kare mukene komi bene bedo lit.
PANE munhu waunoziva ari kurwara here? - Zvimwe iwe pachako unomborwara pane dzimwe nguva.

Rwako Welo en Gima Dwarore Ahinya!
Ndi Zwa Ndeme U Ṱanganedza Vhaeni Zwi Tshi Bva Mbiluni!

39Ladit ma loyo askari, ma onoŋo ocuŋ cok i nyime, ka oneno kit ma Yecu oto kwede, owacci, "Adada, dano man onoŋo Wod pa Lubaŋa!"
Uye mukuru wezana, akanga amirepo, pamberi paJesu, akati anzwa kudanidzira kwake uye akaona mafiro aakaita, akati, "Zvirokwazvo munhu uyu akanga ari Mwanakomana waMwari!"

Kane wuode Isaka nigi ndalo aboro, Ibrahim notere nyangu kaka Nyasaye nochike.
Mwanakomana wake Isaka paakanga ava namazuva masere okuberekwa, Abhurahama akamudzingisa, sezvaakanga arayirwa naMwari.

15Pien wan wacal ki gin makur ma Kricito owaŋo otyero bot Lubaŋa, ma ŋwece duny mamit; jo ma tye i yo me larre ki jo ma tye i yo me rwenyo woko doki giŋweyo.
Iyesu ndisu kunhuwirira kwaKristu kuna Mwari pakati pavari kuponeswa napakati pavari kuparadzwa.

Aneno ni en kare mondo, kapod anie kiru mar ringruokni, to aparnu wechegi,
Ndinofunga kuti zvakanaka pandinenge ndichiri mupenyu kudai,

To chakre kawuono, Wuod Dhano biro bet e bat korachwich mar Nyasaye Manyalo Gik Moko Duto!"
Asi kubva zvino, Mwanakomana woMunhu achagara kuruoko rworudyi rwaMwari ane simba."

Gin jomage mibiro chier bang'e?
Ndevapi vamwe vachazomutswa?

2 2017 | Be Ing'eyo Mich Maduong' ma Nyasaye Osemiyowa?
Nhamba 2 2017 | Unogamuchira Here Chipo Chikuru chaMwari?

Bende iniketgi e lweta?"
Muchavaisa muruoko rwangu here?"

(Johana 3: 13) Omiyo ne otemo wacho ni joma ne otho ka pok obiro e piny kaka Ibrahim, Musa, Ayub, gi Daudi ne ok odhi e polo.
(Johani 3:13) Paakadaro aitoratidza kuti vanhu vakanaka vakanga vafa iye asati auya vakadai saAbrahamu, Mosesi, Jobho, naDhavhidhi, havana kuenda kudenga.

5:28) Tem ane paro gima notimore ne Ruoth Daudi.
5:28) Yeuka zvakaitika kuna Mambo Dhavhidhi.

Ji Mang'eny Biro Tony e Giko - In Bende Inyalo Tony
Vakawanda Vachapona Pamugumo - Newewo Unogona Kupona

4 Kuom mano, nobedo gi duong' moloyo malaike mana kaka nying mane omiye bende nigi duong' moloyo margi.
4 Saka akava mukuru kupfuura vatumwa sezvo zita raakapiwa nhaka yaro

Gima ne Nyasaye owachone e ma: 'Nyikwayi nobed jodak e piny ma ok margi, kendo ginibed wasumbni kuno, ka weg pinyno sandogi kuom higni mia ang'wen.
Mwari akataura naye achiti, 'Zvizvarwa zvako zvichava vatorwa munyika isiri yavo, uye vachaitwa varanda vagotambudzwa kwamakore mazana mana.

Gin ango ma bikonyi me dongo kit pa Lubanga?
Chii chichakubatsira kuva nounhu hunodiwa naMwari?

Owetena, ka uyudo tem mayoreyore, to kwanreuru ka johawi,
2 Hama dzangu,zvitorei "so"mufarochetekana muchiwira mumiidzo mizhinji;

to wach Ruoth osiko manyaka chiengʼ."
Asi shoko raShe rinogara nokusiŋgaperi.

Ang'o momiyo Jo-Israel ne nyaka tim nyasi mar Pasaka higa ka higa?
Vanhu vaMwari vomumakore aizotevera vaifanira kuona sei Paseka?

Bang' kinde, ne ging'ado ni ok gidwar ni janabi ema obednegi jang'ad-bura.
Nokufamba kwenguva, vakasarudza kuti vaisada kutongwa nomuprofitawo zvake.

Joma oyie kuom Kristo noketo chunygi kuom puonj joote, kendo kuom lalruok, gi ngʼingo makati kod lamo.
Uye vakazvipira kunaKudzidzisa kwevaapositoriuye kuyanana, pakumedura chingwa neminamato.

Be Onego Iluor Giko mar Piny?
Unofanira Kutya Kuguma Kwenyika Here?

7 To nade kapo ni gombo mari en mana bedo gi mwandu?
7 Asi zvakadini kana chinangwa chako chiri chokungoda kupfuma?

10 Rito ok en gima yot.
10 Kumirira hakusi nyore.

"Un nyithindo, winjuru jonyuolu e gik moko duto, nimar mano en gima ber ne Ruoth."
"Imi vana, teererai vabereki venyu pazvinhu zvose, nokuti izvi zvinofadza kwazvo munaShe."

Meno aye kit ma Moses odongo kwede i ot pa Parao.
Ndiwo makurire akaita Mosesi mumba yaFarao.

Kuom mano, ka gima achamo nyalo miyo wadwa donjo e richo, to abiro weyo chamo ringʼo chuth mondo kik ami opodhi.
Naizvozvo kana kudya kuchigumbusa hama yangu, handingatongodyi nyama kusvikira narinhi, kuti ndirege kugumbusa hama yangu. (aiōn g165)

7 Rahab bende en ng'at machielo ma ne nigi chir.
7 Mumwe munhu akaratidza ushingi ndiRakabhi.

En e ma ong'eyo gima ber ma nyalo konyowa.
Saka anoziva zvakatinakira.

Sula mar 6 kod 7 biro lero kaka mano nyalo timore.
Zvitsauko 6 ne7 zvichatsanangura kuti izvozvo zvingaitika sei.

kendo pile ka alemonu to alemo gi mor,
Muminyengetero yangu yose nokuda kwenyu mose, ndinogara ndichinyengetera nomufaro

12Wumi pwoc bot Lubaŋa Won ma omiyowa twer me nywako kacel ki jone maleŋ jami ducu ma en bimiyo botgi i leŋpiny.
12 muchipa kutenda kuna Baba, avo vakakugonesai kuti mugove nhaka yenhaka yavatsvene muchiedza.

5pien ka ce dano pe loyo ode kikome maber, ci en twero gwoko lwak jo muye Lubaŋa niŋniŋ?
(Kana munhu asingazivi kubata imba yake zvakanaka, angachengeta seiko kereke yaMwari?)

Lubanga otimo meno nining? - Me ngeyone, tam kong lok man.
Mwari akazviita sei izvozvo? - Kuti tinzwisise, funga izvi.

Pilato nopenjogi niya, "To koro atim angʼo gi Yesu miluongo ni Kristo?"
Pirato akati kwaʋari: Ndicagoiteiko naJesu, unonzi Kristu?

"Chwo Adek Mariek" Ne Gin Jomage?
"Varume Vatatu Vakachenjera" Vaiva Vanaani?

"Un joma ogwedhi ka ji yanyou kendo sandou kendo hangonu wach ni usetimo kit gik maricho duto nikech an.
" Makaropofadzwa imi kana vanhu vachikutukai, vachikutambudzai uye vachikupomerai zvakaipa zvose nokuda kwangu.

17Pien ginacoya waco bot Parao ni, "Atiŋi malo pi lok man wek omi anyut tekona i komi, wek nyiŋa oywek i wi lobo ducu."
17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Faro, "Ndakakumutsira chikonzero ichochi, kuti ndiratidze simba rangu mauri uye kuti zita rangu rigoparidzwa panyika yose."

"Kik waol gi timo maber." - GAL.
"Tisarega kuita zvakanaka." - VAG.

Wan wawegi ne wawinjo dwolno kaa e polo, nikech ne wan kode kuno e got maler.
Isu pachedu takanzwa inzwi iri rakabva kudenga patakanga tinaye mugomo dzvene.

Kane ji duto mane ochokore kanyo mondo obed joneno mar wachno noneno gima notimore, negigoyo korgi kendo negidok miechgi.
Nezvaunga zvese zvakange zvakaungana kuzoona izvozvi, zvakati zvichiona zvakaitika, zvikadzokera zvichizvirova zvifuva.

Pilato nopenjogi niya, "To koro atim angʼo gi Yesu miluongo ni Kristo?"
Pirato akabvunza akati, "Zvino ndichaiteiko naJesu anonzi Kristu?"

Bang'e Yesu nodhi e ot, mi oganda maduong' nochako ochokore, ma koro Yesu kod jopuonjrene ne ok nyal yudo thuolo kata mana mar chiemo.
Ipapo Jesu akapinda mune imwe imba, uyezve vazhinji vakaungana, zvokuti iye navadzidzi vake vakanga vasingagoni kunyange kudya.

Wach Nyasaye nolandore, kendo joma oyie nomedore ameda.
Asi Shoko raMwari rakaramba richikura richiwanda.