Abayudaaya n'abakyufu, 11 Abakuleete n'Abawalabu, tuwulira bano nga boogera mu nnimi zaffe eby'ekitalo ebya Katonda.
navakatendeukira kuchiJudha); vaKirete navaArabhu, tinovanzwa vachitaura zvishamiso zvaMwari
kubanga ndabye byonna Labbaani by'akukolera.
Nokuti ndaona zvose Rabhani zvaaita kwauri.
Kitange eyazimpa ye mukulu okusinga bonna, so tewali ayinza okuzisikula mu mukono gwa Kitange."
Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu."
Omuntu talina buyinza kuluŋŋamya bigere bye."
"Munhu anofamba haakwanisi kudzora nhanho dzake."
Mu lwazi luno mwe tunaabaggira amazzi?"
Tikubudisirei mvura inobva paibwe iri here?"
Naye Sitaani n'ensi ye bagezaako okutuleetera okulekera awo okwagala Katonda.
Zvisinei, Satani nenyika yake vari kuedza kuparadza kuda kwatinoita Mwari.
Ebigambo 'okulekayo obutali butuukirivu' birina kakwate ki n'ebintu ebyaliwo mu kiseera kya Musa?
Mashoko okuti kuramba "zvinhu zvisina kururama" anoenderana sei nezvakaitika mumazuva aMosesi?
21Manya tihakabahoga burangi obu omuntu areeteekateekyeire, kureka abantu bakaba bagamba ebirugire ahari Ruhanga, nibabigambisibwa Mutima Orikwera.
Nokuti hakuna chiprofita chakatongouya nokuda kwomunhu, asi vanhu vakataura zvaibva kuna Mwari vachisundwa noMweya Mutsvene.
Essanyu ery'emirembe n'emirembe liriba nga ngule ku mitwe gyabwe.
Uye mufaro usingaperi uchava pamisoro yavo.
Naye mukama wange mugezigezi nga malayika wa Katonda amanyi byonna ebifa ku nsi."
Ishe wangu ano uchenjeri sohwomutumwa waMwari, anoziva zvose zvinoitika panyika."
21Manya tihakabahoga burangi obu omuntu areeteekateekyeire, kureka abantu bakaba bagamba ebirugire ahari Ruhanga, nibabigambisibwa Mutima Orikwera.
Nekuti hakuna chiporofita chakatangwa nechido chemunhu, asi vanhu vakataura kubva kuna Mwari, vachitungamirirwa neMweya Mutsvene
Tewali n'omu ku nsi alinga ye.
Hapana akafanana naye panyika.
Nze sikusingira abaana ekkumi?"
Ko ini handikupfuuriri vanakomana vane gumi here?"
Lwaki Yesu yagamba nti: "Muliba bajulirwa bange," so si ba Yakuwa?
Nei Jesu akati "muchava zvapupu zvangu," kwete zvaJehovha?
Ngafumiitirizaako okuzibya obudde." - Zab.
Ndinoufungisisa zuva rose." - Pis.
Lwaki abantu abamu balaba omukono gwa Katonda mu bulamu bwabwe ate abalala ne batagulaba?
Nei vamwe vanhu vachiona ruoko rwaMwari muupenyu hwavo asi vamwe vasingarwuoni?
"Nange bwe ndiwanikibwa ku nsi ndiwalulira gye ndi bonna.
asi ini, kana ndasimudzwa kubva panyika, ndichakwevera vanhu vose kwandiri
26 Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
Ko, Kristu akanga asingafaniri kutambudzika pazvinhu izvi agozopinda mukubwinya kwake here?"
Era okuva kaakano mumulabye era mumutegedde."
Kubvira zvino, munovaziva uye makavaona."
Ataliwuliriza nnabbi oyo abantu balimuzikiririza ddala.'
Uye zvichaitika kuti mweya wose usingateereri muporofita iyeye uchaparadzwa kubva pavanhu."
23 Ani mu mmwe aliwulira kino?
23 Ndiani pakati penyu achanzwa izvi?
26 Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
Zvakanga zvisina kukodzera here kuti Kristu atambure zvinhu izvi uye kuti apinde mukubwinya kwake?"
Abantu ne bagamba: 'Ono ye Katonda waffe eyatukulembera okuva e Misiri!'
Vanhu vanoti: 'Uyu ndiye Mwari wedu, akatibudisa muEgipita!'
26 Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
Ko Kristu wakange asingafaniri kutambudzika ne zvinhu izvi, ndokupinda pakubwinya kwake here?
Kale lwaki mbafiirwa mwembi ku lunaku olumu?"
Nei ndichifanira kushayikirwawo nemi muri vaviri pazuva rimwe?"
N'oli eyantuma ali nange; Kitange tandekanga nzekka; kubanga nkola bulijjo by'asiima. (Yokaana 8:28-29).
Zvino iye wakandituma aneni; Baba havana kundisiya ndega, nokuti ini ndinoita nguva dzese zvinovafadza.
Mu butuufu yagamba nti: "Kitange ansinga obuyinza."
Akatoti: "Baba vakuru kwandiri."
ABANTU bangi balowooza nti Katonda tafaayo ku ebyo bye bakola.
VANHU vakawanda vanofunga kuti Mwari haana basa nezvavanoita.
"Njogedde nti, muli bakatonda, era mwenna muli baana b'oyo Ali Waggulu Ennyo."
Ndakati, "Muri vamwari, Mose muri vanakomana voWokumusorosoro.
Katonda mwennyini aluyita olunaku olw okukola .
Mwari pachake unoritumidza zuva rokushanda.
Yusufu omwaaa wange akyali mulamu: ndigenda okumulaba nga sinnafa.
Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa. "
Muwulire mmwe mmwenna abali mu bitundu by'ensi eby'ewala!
Teererai, imi mese munobva kunzvimbo dziri kure dzenyika!
Nnamugamba nti Katonda ayagala tubuulire amawulire amalungi ag'Obwakabaka bwa Katonda.
Ndakavatsanangurira kuti Mwari anoda kuti tiparidze mashoko akanaka eUmambo hwake.
Era yagattako nti: "Nkola bulijjo by'asiima."
Akawedzera kuti: "Ndinogara ndichiita zvinhu zvinomufadza."
8 Yokaana si ye yali Omusana, wabula ye yatumibwa ategeeze eby'Omusana.
Wa kanga a siri -mwenje, asi kuti a pfakazire mwenje.
9 (Nambere hali musana nuho hasangwa ebirungi byona, ebihikire kandi eby'amazima.) 10Mwekambire kumanya MUKAMA ebi arukugonza.
Garai savana vechiedza 9 (nokuti chibereko chechiedza chino kunaka kwose, kururama nechokwadi) 10 uye muzive zvinofadza Ishe.
Atayagala, aba tamanyi Katonda, anti Katonda kwe kwagala.
Ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.
Bagamba nti 'Mirembe!' ng'ate tewali mirembe (14)
Vanoti, 'Rugare, rugare,' ipo pasina rugare.
era tewaliba n'omu aliwulira eddoboozi lye mu nguudo.
Uye hakuna munhu anozonzwa izwi rake murnigwagwa.
Baatutwala mu nkomyo tulindirire olunaku lwe tulitirimbulwa.
Tirindire uyo musi tizonatsa kuenda iyo,
okuggyako nze tewali Mulokozi.
Uye hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.
Oluvannyuma lw'ekiseera, ye ne mwannyina baafuuka Bajulirwa ba Yakuwa.
Nekufamba kwenguva iye nehanzvadzi yake vakazova Zvapupu.
Abasajja abo baagobanga abakazi be baawasa mu buvubuka bwabwe oboolyawo ne bawasa abakazi abato oba abaali batasinza Yakuwa.
Varume ivavo vairamba madzimai avo, zvimwe kuti varoore vakadzi vechidiki kana kuti vakadzi vaisashumira Jehovha.
Nga ndi ne bazadde bange mu 2003
Ndiine vabereki vangu muna 2003
Nnamugamba nti, "Katie, nja kukola kyonna kye nsobola okumuyigiriza.
Ndakapindura kuti: "Katie, ndichaedza nepandinogona napo.
era mu mukono gwo ogwa ddyo nga mwe muli ebisanyusa emirembe gyonna.
Kuruoko rwake rworudyi panezvinofadza nokusingaperi.
Yingira sanyukira wamu ne mukama wo.'
Pinda mumufaro watenzi wako!'
26Ewe! ka kurhàli kukwânîne Kristu ababale ntyo lyo aja omu irenge lyâge?"
Abzicaifanerepi kani kuti Kristu atambujike ngo bzese kudaro, kuti anghwine mu goja?"
Atayagala tategeera Katonda; kubanga Katonda kwagala.
Usiŋgaɗi, haaziʋi Mŋari, nokuti Mŋari ruɗo.
8Yokaana si ye yali Omusana, wabula ye yatumibwa ategeeze eby'Omusana.
Wa kanga a siri -mwenje, asi kuti a pfakazire mwenje.