# arn/2017002.xml.gz
# sn/2017002.xml.gz


(src)="1"> © 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
(trg)="1"> © 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

(src)="3"> Fendengekelay .
(trg)="2"> Magazini ino haitengeswi .

(src)="6"> Welu Génesis , Rut ka Jona entungey Génesis , Rut y Jonás en mapudungun , Sociedad Bíblica Chilena , 1994 .
(trg)="3"> Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo .

(src)="7"> Tati Biblia müley Griegu Wirintukun mu ( Nuevo Testamento ) , entungey Ngünechen ñi küme Dungu , Sociedades Bíblicas Unidas , 1997 , mapudungun mew .
(trg)="4"> Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene , kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa .

(src)="8"> TÜFACHI CHILLKA , Ti Werken , püramyekefi ta Chaw Ngünechen Jewba , tati kom Ngünenielu .
(trg)="5"> MAGAZINI INO yeNharireyomurindi , inorumbidza Jehovha Mwari , Mutongi wezvinhu zvose .

(src)="9"> Kimeltukey Chaw Ngünechen ñi Ngünenien wenu mapu mülelu , pichiñma mu apümafi kom ti wedake dungu ka kiñe küme mülewe elkünutuafi ti Mapu , feymu yafültukukefi tati pu che .
(trg)="6"> Inonyaradza vanhu nemashoko akanaka okuti Umambo hwaMwari huri kudenga , hwava pedyo nokugumisa uipi hwose , hwochinja pasi rino kuti rive paradhiso .

(src)="10"> Ka kellukefi ñi feyentual ta Jesukristo mu , kidu larkelu am taiñ nieal afnoachi mongen , ka fewla Longko Ülmenküley Chaw Ngünechen ñi Ngünenien mu .
(trg)="7"> Inokurudzira vanhu kuti vatende muna Jesu Kristu , uyo akatifira kuti tikwanise kuwana upenyu husingaperi uye uyo ari kutonga iye zvino saMambo weUmambo hwaMwari .

(src)="11"> Tüfachi chillka amuley ñi entungeel 1879 tripantu mu .
(src)="12"> Koneltukelay politiko dungu mew .
(trg)="8"> Magazini ino yagara ichibudiswa kubvira muna 1879 uye haisi yezvematongerwo enyika .

(src)="13"> Yamniekefi ti Biblia ñi doykülen .
(trg)="9"> Zvainotaura zvose zvinobva muBhaibheri .

# arn/2017003.xml.gz
# sn/2017003.xml.gz


(src)="1"> Chew ñi mülen trokiñke dungu
(trg)="1"> Zviri Mukati

(src)="2"> 3 ¿ Kümeafuy tañi papeltuafiel ti Biblia ?
(trg)="2"> 3 Kuverenga Bhaibheri Kwakanakirei ?

(src)="3"> 4 ¿ Chumngechi eluwküleafun ?
(trg)="3"> 4 Ndingaita Sei Kuti Nditange ?

(src)="4"> 5 ¿ Chumngechi doy ayüwmayafiñ ?
(trg)="4"> 5 Ungaitei Kuti Unakidzwe Nekuriverenga ?

(src)="5"> 6 Tati Biblia , ¿ chumngechi kümelkayaenew tañi mongen mu ?
(trg)="5"> 6 Bhaibheri Ringandibatsira Sei Muupenyu ?

(src)="6"> 8 TI BIBLIA KÜME ELKÜNUTUEYEW ÑI MONGEN
(trg)="6"> 8 BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

(src)="7"> ¡ Ayülafun ñi layal !
(trg)="7"> Ndakanga Ndisingadi Kufa !

(src)="8"> 10 INAYENTUÑMAYAFIYIÑ ÑI MUPILTUN | ENOK
(trg)="8"> 10 TEVEDZERA KUTENDA KWAVO | INOKI

(src)="9"> “ Enok tuterkefi ta Ngünechen ”
(trg)="9"> “ Akanga Anyatsofadza Mwari ”

(src)="10"> 14 ¿ FALIN - NGEPEY MAY ÑI WELURAKIDUAMKEN ?
(trg)="10"> 14 ZVAKAKOSHEREI KUTI UZIVE CHOKWADI ?

(src)="11"> 16 ¿ CHEM KIMELTUKEY TI BIBLIA ?
(trg)="11"> 16 BHAIBHERI RINOTII ?

# arn/2017004.xml.gz
# sn/2017004.xml.gz


(src)="1"> Tati Biblia ñi kuyfi tuwün - ngen mu , ¿ kellulayafeiñmu ?
(trg)="1"> Unofunga kuti Bhaibheri richiri kushanda here mazuva ano ?

(src)="2"> Kam ¿ petu falintufalngey ?
(src)="3"> Biblia feypi : “ Kom tati wirikonkülechi dungu ti Wirin Chillka mew wiringey Ngünechen tañi adkünuel ka ñi piel mew , feymew rume kümey ” ( 2 Timotew 3 : 16 , 17 ) .
(trg)="2"> Bhaibheri pacharo rinoti : “ Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari uye runobatsira . ” ​ — 2 Timoti 3 : 16 , 17 .

(src)="4"> Tüfachi chillka Ti Werken feypi kiñeke dungu pengelkelu Biblia ñi kimün taiñ kellukeetew , ka feypi chumngechi doy kümelkayafeiñmu taiñ papeltufiel Biblia .
(trg)="3"> Magazini ino inoratidza kuti Bhaibheri rinogona kutibatsira pazvinhu zvipi uye kuti ungaita sei kuti zvaunoverenga muBhaibheri zvikubatsire .

# arn/2017005.xml.gz
# sn/2017005.xml.gz


(src)="1"> WÜNEN PAGINA ÑI PENGELNIEEL | CHUMNGECHI DOY KÜMELKAYAFEYMU TAMI PAPELTUFIEL BIBLIA
(trg)="1"> NYAYA IRI PAKAVHA | ZVAUNGAITA KUTI UBATSIRWE NEBHAIBHERI

(src)="2"> “ Küdawngelu ñi adümngeal tati Biblia trokifiñ ” ( Jovy ) .
(trg)="2"> “ Ndaifunga kuti Bhaibheri rakaoma kunzwisisa . ” ​ — Jovy

(src)="3"> “ Rakiduamkefun ñi afeluwün - ngen ” ( Queennie ) .
(trg)="3"> “ Ndaifunga kuti harinakidzi . ” ​ — Queennie

(src)="4"> “ Ngüneduamlu ñi fenterupan ti Biblia , duamwelan ñi papeltuafiel ” ( Esekiel ) .
(trg)="4"> “ Pandaiona kukura kwaro , ndaibva ndashaya chido chekuriverenga . ” ​ — Ezekiel

(src)="5"> Küpa papeltufuymi chi tati Biblia , welu tami rakiduamken mu tüfachi che reke , duamwelaymi chi tami femal .
(trg)="5"> Wakamboda kuverenga Bhaibheri here asi uchibva warega nemhaka yezvikonzero zvataurwa pamusoro apa ?

(src)="6"> Fentren che afeluwün - ngelu trokikefingün ñi papeltufiel Biblia .
(trg)="6"> Vakawanda vanoona sekuti kuverenga Bhaibheri kwakaoma .

(src)="7"> Welu , ¿ ngüneduamfulmi kay tati Biblia tami kelluaetew ñi nieal kiñe ayüfal mongen tami ayüwküleal ?
(trg)="7"> Asi ko kana ukaziva kuti kuriverenga kunogona kukubatsira kuti ufare uye worarama upenyu hune chinangwa ?

(src)="8"> Ka ¿ kimürpulmi kay chumngechi papeltuafiel tami afeluwnoaetew ?
(trg)="8"> Ko kana ukaziva kuti pane zvimwe zvaunogona kuita kuti kuverenga kwacho kunakidze ?

(src)="9"> ¿ Doy eluwpeafuymi may tami ngüneduamafiel Biblia ñi feypiel ?
(trg)="9"> Ungada here kumboriedza ?

(src)="10"> Fentren che eluwlu ñi papeltuafiel tati Biblia , rume ayüfingün .
(trg)="10"> Verenga unzwe zvakataurwa nevamwe vakaona kubatsira kunoita Bhaibheri .

(src)="11"> Inaduamnge kiñeke ñi feypiel .
(src)="12"> Esekiel nielu 20 tripantu püle , feypi : “ Kuyfi , iñche felekefun kiñe che reke amulniefilu kiñe auto , welu rakiduamkenolu chew tañi amual .
(trg)="11"> Ezekiel , ane makore ekuma20 anoti : “ Kare ndaiita semunhu aingotyaira mota asi asingazivi kwaari kuenda .

(src)="13"> Welu ñi papeltufiel Biblia kellukeenew ñi nieal kiñe ayüfal mongen .
(trg)="12"> Asi kuverenga Bhaibheri kwandibatsira kuti ndirarame upenyu hune chinangwa .

(src)="14"> Ti Biblia niey falinke ngülam ñi inayafiel fill antü ” .
(trg)="13"> Rine mazano anobatsira andinogona kushandisa muupenyu . ”

(src)="15"> Kiñe üllcha domo nielu 20 tripantu püle , Frida pingelu , feypi : “ Iñche lladküfemkefun .
(trg)="14"> Frieda , anewo makore ekuma20 , uye anoti : “ Ndaidziya musoro .

(src)="16"> Welu ñi papeltufiel Biblia kelluenew ñi ngünewal .
(trg)="15"> Asi kuverenga Bhaibheri kwandibatsira kuti ndizvidzore .

(src)="17"> Femngechi doy küme yewkülen kakelu che engu , feymu fewla nien doy weni ” .
(trg)="16"> Izvi zvakaita kuti ndikwanise kuwirirana nevamwe uye ndava neshamwari dzakawanda . ”

(src)="18"> Ti papay Eunice 50 tripantu nielu , feypi ti Biblia mew : “ Kellunieenew ñi doy küme chengeal , tañi elkünual ñi wedake wimtun ” .
(trg)="17"> Mumwe mukadzi ane makore ekuma50 anonzi Eunice anoti nezveBhaibheri , “ Riri kundibatsira kusiya unhu hwakaipa hwandaiva nahwo , kuti ndive munhu akanaka . ”

(src)="19"> Tüfachi pu che ka rume fentren che reke , tami papeltufiel Biblia kelluafeymu tami nieal doy ayüwün - ngechi mongen ( Isaías 48 : 17 , 18 ) .
(trg)="18"> Kuverenga Bhaibheri kunogona kukubatsira kuti ufare muupenyu sezviri kuita mamiriyoni evanhu , kusanganisira vataurwa pamusoro apa .

(src)="20"> Fillke dungu mu kelluafeymu ta Biblia , kiñeke tüfa : 1 ) küme dullial tami chumal , 2 ) tami nieal kümeke weni , 3 ) tami chaftuafiel ti afeluwün - ngechi dungu , ka 4 ) tami kimürpuafiel ti rüf dungu Chaw Ngünechen mu , tüfa tati doy falin - ngelu .
(trg)="19"> Richakubatsira pazvinhu izvi : ( 1 ) kugona kusarudza zvekuita , ( 2 ) kuva neshamwari dzakanaka , ( 3 ) kuderedza kuzvidya mwoyo , uye chinonyanya kukosha ( 4 ) kuziva chokwadi pamusoro paMwari .

(src)="21"> Biblia tañi ngülam Chaw Ngünechen mu küpay ka kidu turpu wülkelay wedake ngülam , feymu refalta inalayafimi .
(trg)="20"> Mazano ari muBhaibheri anobva kuna Mwari , saka ukaashandisa zvinhu zvichakufambira zvakanaka .
(trg)="21"> Mwari haapi vanhu mazano asingashandi .

(src)="22"> Rume fali tami eluwal ñi papeltufiel .
(trg)="22"> Chinokosha ndechokuti utange kuriverenga .

(src)="23"> Feymu tami afeluwnoal ti papeltun mu ka tami ayüwmafiel , ¿ chem kelluafeymu ?
(trg)="23"> Zvii zvaungaita kuti utange uye kuti uwedzere kunakidzwa nekuriverenga ?

# arn/2017006.xml.gz
# sn/2017006.xml.gz


(src)="1"> WÜNEN PAGINA ÑI PENGELNIEEL | CHUMNGECHI DOY KÜMELKAYAFEYMU TAMI PAPELTUFIEL BIBLIA
(trg)="1"> NYAYA IRI PAKAVHA | ZVAUNGAITA KUTI UBATSIRWE NEBHAIBHERI

(src)="2"> ¿ Chumngechi doy ayüwmafimi tami papeltufiel Biblia ka tami doy kelluaetew ?
(trg)="2"> Ungaita sei kuti unakidzwe uye unyatsobatsirwa nekuverenga Bhaibheri ?

(src)="3"> Inaduamnge tüfachi kechu ngülam ñi kellukefiel ta fentren che .
(trg)="3"> Verenga unzwe zvinhu 5 zvakabatsira vakawanda .

(src)="4"> Pepikange chew tami papeltual .
(trg)="4"> Nzvimbo yauchaverengera .

(src)="5"> Kintunge chew tami tüngküleal .
(trg)="5"> Tsvaga nzvimbo yakanyarara .

(src)="6"> Mülekilpe chem no rume tami katrütuaetew tami papeltun .
(trg)="6"> Ita kuti pasava nezvinhu zvinokuvhiringidza .

(src)="7"> Küme pelontule ti mülewe ka füshkülele , fey doy kelluaeymu tami papeltufiel .
(trg)="7"> Verengera pane chiedza chakakwana uye panofefetera mhepo .
(trg)="8"> Izvi zvichaita kuti unyatsonzwisisa zvaunoverenga .

(src)="8"> Küme rakiduam mu papeltunge .
(trg)="9"> Iva munhu anoda kudzidza .

(src)="9"> Tati Biblia taiñ Wenu Chaw mu küpay , feymu tami kelluaetew ti papeltun , müley tami rakiduamal kiñe pichiche reke eluwkülelu ñi kimeltuetew tañi poyen chaw .
(trg)="10"> Sezvo Bhaibheri richibva kuna Baba vedu vekudenga , kana ukaita sezvinoita mwana anoda kudzidziswa nemubereki wake , uchabatsirwa nezvaunoverenga .

(src)="10"> Feymu tami kimeltuaetew ta Chaw Ngünechen , kiñe pülekünunge chem weda rakiduam tami niefel ti Biblia mu ( Salmo 25 : 4 ) .
(trg)="11"> Kana uine mamwe mafungiro asina kunaka nezveBhaibheri , edza kuabvisa woita kuti Mwari akudzidzise . ​ — Pisarema 25 : 4 .

(src)="11"> Wüne ngillatunge .
(trg)="12"> Nyengetera usati watanga kuverenga .

(src)="12"> Chaw Ngünechen ñi rakiduam müley ti Biblia mew , feymu duamnieiñ tañi kellun taiñ adümnieafiel .
(trg)="13"> Bhaibheri rine pfungwa dzaMwari , saka tinotoda kubatsirwa naye kuti tirinzwisise .

(src)="13"> Kidu ‘ eluafi tañi newen tüfey engün tañi ngillatuetew ’ ( Luka 11 : 13 ) .
(trg)="14"> Mwari anovimbisa kuti achapa mweya mutsvene kune vaya vanomukumbira .

(src)="14"> Tüfa kelluaeymu tami kimürpual chumngechi ñi rakiduamken ta Chaw Ngünechen .
(trg)="15"> Mweya mutsvene unogona kukubatsira kunzwisisa mafungiro aMwari .

(src)="15"> Rupalu chi antü mu , kelluaeymu tami kimafiel “ Ngünechen tañi kimngekenofelchi dungu kütu ” ( 1 Korintio 2 : 10 ) .
(trg)="16"> Nekufamba kwenguva , uchakubatsira kunzwisisa “ kunyange zvinhu zvakadzama zvaMwari . ” ​ — 1 VaKorinde 2 : 10 .

(src)="16"> Re papeltukawlayaymi müten .
(trg)="17"> Verenga kuti unzwisise .

(src)="17"> Eluwlayaymi tami fentren papeltual müten .
(trg)="18"> Usaverenga zvekuti ungopedza .

(src)="18"> Rakiduamnienge tami papeltun mu .
(trg)="19"> Nyatsodzamisa pfungwa pane zvauri kuverenga .

(src)="19"> Ramtuwnge : “ Tati che ñi papeltupefiel , ¿ chumngey tañi femngen ?
(trg)="20"> Zvibvunze kuti : ‘ Munhu wandiri kuverenga nezvake ane unhu hwakaita sei ?

(src)="20"> ¿ Chumngechi inayafun tüfa tañi mongen mu ? ” .
(trg)="21"> Zvandiri kuverenga izvi ndingazvishandisa sei muupenyu ? ’

(src)="21"> Rakiduamnge chem tami küpa diturpual .
(trg)="22"> Iva nezvinangwa .

(src)="22"> Tami papeltun mu , kintunge chem tami kelluaetew ti mongen mu , femngechi kümeke kimeltun entuaymi .
(trg)="23"> Kuti zvaunoverenga zvikubatsire , verenga nechinangwa chekuti udzidze chimwe chinhu .

(src)="23"> Eluwafuymi tami doy kimal Chaw Ngünechen mu , doy küme chengeal , doy küme fütangeal kam doy küme domongeal .
(trg)="24"> Unogona kuzviudza kuti : ‘ Ndinoda kuziva zvakawanda pamusoro paMwari . ’
(trg)="25"> ‘ Ndinoda kuva munhu akanaka , murume akanaka kana kuti mudzimai akanaka . ’

(src)="24"> Fey dullinge ( ngümintunge ) kiñe trokiñ Biblia mu tami kelluaetew tüfachi dungu mew .
(trg)="26"> Zvadaro , chitsvaga zvikamu zveBhaibheri zvichakubatsira kuita izvozvo .

(src)="25"> *
(trg)="27"> *

(src)="26"> Tüfachi kechu ngülam kelluaeymu tami eluwal ti papeltun mu .
(trg)="28"> Mazano 5 ataurwa aya achakubatsira kuti utange kuverenga Bhaibheri .

(src)="27"> Welu , ¿ chumngechi doy ayüwmayafimi ti papeltun ?
(trg)="29"> Asi zvii zvaungaita kuti kuverenga kwacho kuwedzere kunakidza ?

(src)="28"> Ti küpachi trokiñ mu müley kiñeke ngülam .
(trg)="30"> Nyaya inotevera inotaura zvaungaita .

(src)="29"> Newe kimnolmi chem trokiñ Biblia mu tami kelluaetew tüfachi dungu mew , pu Dungukelu Iney Ngen Jewba ayüwünkechi kelluaeymu .
(trg)="31"> Kana usinganyatsozivi kuti ndezvipi zvikamu zvacho zveBhaibheri zvinoenderana nenyaya dzaunoda , unogona kukumbira Zvapupu zvaJehovha kuti zvikubatsire .

(src)="30"> Matu papeltulayaymi
(trg)="32"> Usaverenga uchimhanya

(src)="31"> Eluwnge tami papeltufiel mu tami peniefiel reke
(trg)="33"> Dzamisa pfungwa pane zvaunoverenga , uye ita seuri kuona zviri kutaurwa

(src)="32"> Inaduamnge chem ñi nüwkülen tüfachi versikulo mu
(trg)="34"> Edza kuona kuti zviri kutaurwa zviri kubatana papi nenyaya yacho yese

(src)="33"> Nentunge falinke kimeltun tami papeltufiel mu
(trg)="35"> Tsvaga zvidzidzo pane zvaunoverenga

# arn/2017007.xml.gz
# sn/2017007.xml.gz


(src)="1"> WÜNEN PAGINA ÑI PENGELNIEEL | CHUMNGECHI DOY KÜMELKAYAFEYMU TAMI PAPELTUFIEL BIBLIA
(trg)="1"> NYAYA IRI PAKAVHA | ZVAUNGAITA KUTI UBATSIRWE NEBHAIBHERI

(src)="2"> ¿ Chumngechi trokikefimi tami papeltufiel Biblia ?
(trg)="2"> Kuverenga Bhaibheri kuchakunakidza here ?

(src)="3"> ¿ Afeluwkeymi ?
(src)="4"> Kam ¿ füshküduamelkeeymew ?
(trg)="3"> Zvichaenderana nemaverengero auchariita .

(src)="5"> Chumngechi tami papeltufiel kelluaeymu tami küme duamal ka tami doy ayüwal ti papeltun mu .
(trg)="4"> Ngatitarise zvinhu zvingakubatsira kuti uwedzere kufarira kuverenga Bhaibheri .

(src)="6"> Inaduamaiñ chem chumal .
(src)="7"> Kintunge kiñe Biblia manelfalngelu ka adümfalngelu .
(trg)="5"> Shandisa Bhaibheri rinovimbwa naro uye riri nyore kuverenga .

(src)="8"> Dullilmi kiñe Biblia , adümfalngenolu kam wirintukungenolu chumngechi tati pu che ñi dunguken famülke mu , fey afeluwafuymi tami papeltufiel .
(trg)="6"> Kana ukaverenga bhuku rine mashoko akawanda akaoma kunzwisisa kana kuti aishandiswa kare kare , kazhinji kacho haunakidzwi nekuriverenga .

(src)="9"> Feymu kintunge kiñe Biblia adümfalngelu , fey ñi puwal tami piwke mu .
(trg)="7"> Saka tsvaga Bhaibheri riri nyore kunzwisisa , richabata mwoyo wako .

(src)="10"> Welu ka müley ñi manelfalngeal ka ñi küme rulpadungungeel .
(trg)="8"> Asiwo Bhaibheri racho rinofanira kunge richitaura chokwadi .

(src)="11"> *
(trg)="9"> *

(src)="12"> Fillke elektroniko chemkün kelluafeymu .
(trg)="10"> Shandisa zvinhu zvemazuva ano .

(src)="13"> Famülke mu tati Biblia müley papel mu , welu kafey müleafuy tami elektroniko chemkün mu .
(trg)="11"> Mazuva ano Bhaibheri haringowaniki rakaita zvekuprindwa chete .

(src)="14"> Kiñeke Biblia papeltungeafuy internet mu , kam entungeafuy ñi papeltungeal komputador mu , tablet kam celular mew .
(trg)="12"> Wava kukwanisa kuriverengera paindaneti kana kuridhaunirodha woriverengera pamakombiyuta , matablet kana kuti mafoni .

(src)="15"> Kiñeke nieyngün fillke kellun ñi inaduamal kakelu versikulo nüwkülelu kam trürümafiel kakelu rulpadungungeelchi Biblia .
(trg)="13"> Mamwe maBhaibheri anoita kuti ukwanise kuona mamwe mavhesi anoenderana nenyaya yauri kuverenga kana kuti kuona zvinotaurwa nemamwe maBhaibheri .

(src)="16"> Newe ayünolmi tami papeltual , fey allkütuafuymi ti Biblia .
(trg)="14"> Panewo maBhaibheri akaita zvekurekodhwa kana uchifarira ekuteerera .

(src)="17"> Fentren che ayükey ñi allkütuafiel mikro mu amulelu , küchatumekelu kam kangelu küdaw mu ñi femngekeel .
(trg)="15"> Vanhu vakawanda vanofarira kuteerera pavanenge vari mukombi , vachiwacha kana kuti pavanenge vachiita mamwe mabasa anovabvumira kuteerera .

(src)="18"> Tüfachi kellun mu dulliafuymi chuchi tami doy ayüfiel .
(trg)="16"> Wadii kuedza zvaunoona zvinokuitira ?

(src)="19"> Allmalltunge ti fillke kellun tami chillkatuafiel ti Biblia .
(trg)="17"> Shandisa zvinhu zvinokubatsira pakudzidza Bhaibheri .

(src)="20"> Tüfa kelluaeymu tami entual doy kümeke kimeltun tami papeltun mu .
(trg)="18"> Kushandisa zvinhu izvi kuchaita kuti zvaunoverenga zvinyatsokubatsira .

(src)="21"> Müley fillke mapa pengelkelu ti mapu ñi nütramkangeel Biblia mu , tüfa kelluaeymu tami kimal chew ñi mülen tami papeltuel , ka tami rakiduamal chumngechi rupay ti dungu .
(trg)="19"> Pane mamepu anokuratidza nzvimbo dzinotaurwa muBhaibheri uye achaita kuti uwedzere kunzwisisa zvaunenge uchiverenga .

(src)="22"> Chem tripakelu tüfachi chillka mu kam jw.org mu , kelluafeymu tami küme inaduamafiel ti Biblia .
(trg)="20"> Nyaya dzakaita sedziri mumagazini ino kana kuti dziri pawebsite inonzi jw.org , pachikamu chakanzi “ Zvinodzidziswa neBhaibheri , ” dzinogona kukubatsira kuti unzwisise zvinorehwa nemavhesi akawanda ari muBhaibheri .